Mai Maka
February 19, 2025 at 07:25 AM
https://chat.whatsapp.com/It3MfxZLmkPFFvIi1Lkrv5
Follow my wats app group for shona free stories
https://whatsapp.com/channel/0029VaMClQs0QeaggXT0Ov40
Join us ku channel please link iyo kuinbox muri kundinetsa guys kuchannel ariko ma previous chapters
NEW BOOK
FREE BOOK
SOULMATE
Mama Maka
0786923205(for calls and sms'only)
Chapter 13
Kelvin
Ndakapepuka Mumba muine rima asi ndakanzwa Hana yangu ichirova zvisiri normal .Ndakafamba kuenda kukitchen ndikanonwa mvura ndichibva ndadzokera muroom mangu .Ndakasimukazve ndaona kt kurara zvaisaita ndichibva ndatarisa time ndikaona kt kwaive Kuma to 6 .I started recalling the events of the day ndikaona zvangu ndega kt maybe Lindsay was not the one for me .I had to go back kuninga kuye ndinonyatse kutaura navo vadzimu vangu kt vandipe gwara .Why was it ndakange ndongoramba ndiri muproblem after problem .Hazvina kundibata mushe asizve ndakange ndisina kumbokanda shoko kuna Lindsay wacho .
Ndakafamba kuenda kuroom kwaRobert ndichida kunomubvunza kt aizivawo here kumba Kwa Collins .Ndakange ndafunga kunopedzerana naye Lindsay ndichimuonesa kt ndaizodzoka kumusha the following day .Ndaisada kuita zve violence asi ndaingonzwa moyo wangu uchiti ndoda kunomuona .Ndakadzokerera padoor ndanzwa mubedroom make muchichemewa sembwa ndikabva ndazviseka kt kana neniwo ndaiendepi .Ma love birds akange asangana nhas aya , obviously Robert aisazotaker any chance ba .Aitomubvisa virginity yake chete kwete zvangu zvekudyirwa mukadzi nemagoraba .
Ndakabva ndafunga mother waye ,Ndiye oga munhu aikwanisa kundiudza kwaive naLindy.Ndakavafonera vakandiudza kt vaisaziva kt papi pacho asi kwaive kuMabvuku ikoko ku new Mabvuku Kuma 64 .Ndakavhara maziso angu ndikaisa kamunamato kekuti ndiwane pamba apa . Mumusoro mangu makangouya kt 6409 ,hameno kt zvairevei asi mdakangozviudza kt ndaizonanga ipapo chete .Ndakabuda panze ndikapfeka zvimapush zvaivepo.Moziva ndakapotsa ndarumwa nekatsukukuwiri kaive mugofa iroro .Handina kuda kumutsa zvangu Robert ndakangokatswanya negumbo ndichibva ndaenda zvangu panze .Ndakabuda ndichinotsvaga malifts ,ndikapinda mutown .Ndakazodarikira ndoenda kumabvuku kwandakasvika Kuma past 6 .Ndakaburuka ndikafamba ndichitsvaga Kuma 64 kuye .Handina kunonoka kupaona and paisave negedhe .Ndakafamba ndichienda kumain house ndiyo yaive pekutanga .I heard masoft moans aishevedza zita raLindsay .Ndaka advancer kupinda mumba muye ndichibva ndapera strong yese ndichiona Lindsay akafusuka achirohwa mutaka kwete mbichanaba naCollins .Pavakandiona Collins ndiye akaivhomora ndichibva ndaona ino hombokombo yibuda mubech* ma Lindsay.Ndakabva ndatoona kt ndaisatevera zvangu Saka it was better kungotaurira Lindsay chihambire ndoenda zvangu kwedu mangwana .Akazvuva table cloth yaive pacarpet ipapo achibva azvivhara pamadont touches ake .Ndakabva ndati "sorry for disturbing l just wanted to have a word naLindsay just for some minutes"Ndakabuda panze ndichinomirira munhu wangu ipapo . Mosquito yakange yondibvunza mutupo ndiripo pachisink chaivepo .I waited and waited until ndati rega ndidzokezve ndinoke padoor .Asi ndaizotoita pungwe ndiripo kani panze .Ndakagogodza zve imi kusvika ndakuzvinyarira .Ndakafamba ndichida kunomuudza nepawindow repabedroom cz ndaifanira kutomukira mangwana chaiwo bhazi and ndipo pandakaita a very huge mistake ipapo .Ndakapota kuseri ndichitsvagawo window raifita kuita remubedroom ndikawana paivewo necurtain raive nane .Ndakaisa nzeve pawindow ndichida kunzwa kt maive navanhu here mukati .Ipapo Ndakabva ndanzwa voice raibva Kucottage raishevedzera kt "Mbavha !mbavha !mbavha!" Veduwee Ndakafamba kuenda kwaive nemukadzi uye ndichida kuvaudza kt ndakange ndavinga Lindsay aivemo mumain house .Akavhara door rake achibva aridza mhere yakaita kuti vemuneighbourhood mavo vatange kutomhanya vachiuya pamba paye .Sepanhu paisave negedhe vanhu vakatanga kutopinda vari mhepo vachisvika nekutanga kutondirova paye .Ndakada kuita wish ndichishandisa banga riye asi zvakakona .Ndakapihwa mbama panzeve ikarira ndikagurisira wish yangu panzira .Ndakanzwa sedzavhara nzeve ndichibva ndaona kt ndaitozofa pano .Ndakaona yard yatozara nemaseconds chaiwo and way out Pakange pasisina .Team rose raivepo rakange riine moto chaiwo .Ndakatanga kurohwa from all angles .Ko nhy Collind naLindsay waivepiko kutonakirana zvavo varimo Mumba ini ndichida kuurayiwa panze pano .Ndakarohwa ndikasvika pakurumanisa mazino ndave kungoti chero zvazvaita bhurugwa rebenzi kusiri kufa ndekupi .Ivo vadzimu wacho waivepi panguva yakadai .Ndakadirwa mvura l think yaive yemaplates cz Ndakanzwa ganda rangu kunamwa namwa nemakoko esadza .
Ndakazotanga kuzhakwa nemazirume aye anoonererwa mumaraini aye .Ndakapedzisira ndongogomera ndiripo .Vakazondisiya after an hour ndichingozhakwa chete .Ndakasvipa ropa ndikakumbira mvura .Ndakaipihwa cz vakange vopanana blame yekukuvadza munhu so Ndakapihwa naivo Mai vaye dread ndikanwa.Nzara ndaive nayoka Saka ndakabva ndanzwa mudumbu kurwadza . Robert aisaziva kwandaive .Aitove zvake nemusikana wake ini ndichivhura hombe naizvo zvemasoulmate izvo .Akazopeura window Collins akashevedzera kuti vanhu vaimuitira noise .Ndakabva ndanzwa simba ndikati "Ndini Kevy Codza ndandichida kukushevedzai nepawindo manje mother ava vakanganisa kufunga ndakuvara Collins.Akavhara curtain Riya ndikaona abuda naLindsay akapfeka zigown rechirume and it was obvious kt raive raCollins .Vanhu vakatanga kuparara low low iyo Mai iya yekushevedzera yotanga kukumbira masorry sorry .I kept quiet ndichibva ndanzwa Lindsay achiti ..........
Lindsay
Hakuna chinhu chinonyadzisa sekusvikirwa muchiita zvisina basa worse pasofa .Zvainyadzisa veduwee izvi .Ndakamonera chitable cloth ndichibva ndaenda straight mubathroom.Ndainzwa kunyara kt ndibude Mumba .Chero zvaakasara achitaura handina kumbozviteerera ini ndakanogeza ndikabuda ndichinzwa sekuti panze paive nenoise yembavha yakange yaonekwa kuboyskier .Handina kuda kubuda ini asi ndaida kuvata .Chero zvekuenda kwaana Kelvin handina kuda kuzotokuenda ndaiti ndavingei .Ndakazviudza kt yes moyo wangu wairovera Kelvin but ndaizodii iye andiona ndichishedegwa naCollins . Collins ndiye akazoti "bbe hande panze bharanzi wekutivhurira tichisviran* uya Ari kurohwa panze apo .Hana yangu yakarova ndikatya kt ne effort yaakange aita kt inini ndive free especially paakandirapa makumbo aremara paye achituma Sinikiwe .
Ndakangozvuva chirobe chaCollins ndichibva ndabuda panze ndiri vhiri .Hongu zverudo ndakange ndati zvimire hazvo asi ndaisada zvekuti arambe achitambidzika pamusaka panguka . Collins aiteverawo Shure tikasvika face yaKelvin yakazvimba maziso akaita kufushirika aya .Ndakanzwa tsitsi ndikati Kuna Collins"Mutakureka Collins tipinde naye mumba umupe medication .Ndakabva ndatobata kumakumbo ndichiti atakureka kumusoro .Akamboramba akamira ndikamuti "Kana usingade ndoita plan B ini "Akazomutakura tikamuisa mumba aisatarisika shaaaame maziso akaita kufushirika nekuzvimba .Akabva atotanga kumudresser ko handiti aive Chiremba here .Ndakazoona paphone pangu call from Robert ndikaziva kt aitsvaga Kelvin.Ndakamudavira akatanga nekuti "Gulez hamuite sure mungaende nabharanzi muchisiya shamwari yangu ichikutsvagai kuno . Izvezvi akavata muroom make umu nebp ,muri kuda zvipi chazvo tizive ,Moda here kutaura naye ndinomupe phone ."Phone yaive paloud 1, 2 Kelvin waaiti akavata Hana kunge atimbozviona kt aisavemo mumba.Ndakamedza mate ndikabva ndati ,"we need to talk Robert it's a long story""Try to make it short mainini mukomana Ari kurwadziwa"Ndakaikata ini maida ndidzoswezve pfungwa kuna Kelvin here wandakange ndati zvangu naye zvapera .Ndakanzi naCollins ndibike porridge ndikabika akaripihwa akadya kupedza rose meaning aive nenzara zvake .Apedza kudya ndipo paakazoti "Ndoda kuvata ndiperwkedzeiwo Kuna Robert . Collins akamboita time akamutarisa achibva ati ,next week we are moving out from here handizvigoni zvekughetto nemukadzi akanaka soooo ."Yooh zvayakange yative finhu chaiyo Nhymi .Aida kuzama kudiiko Collins.Akaisa maoko muhomwe akati "since waive garden boy paba padad vangu kana uchida unopfuurira mberi nebasa uchingove garden boy kwangu kwandakavakira imba yangu .
Ndakarohwa nehana ndichizma kubatanidza tsoro dza Collins dzichibva dzandiremera.Ndakabva ndapindira nhau yacho ndichiti "Achada here kuramba woshandira munhu one hazviiti .Rega anotsvaga kumwe "Iye Kelvin wacho ndakaona akaita semunhu avata asi ainyepera l think kwaive kusada kunoshanda pamba paCollins and l was ok with it zvaisatoitawo hazvo .Akazoperekedzwa naCollins kumba kwaRobert hameno kt ndakanosvika ndichigarwa dare naSinikiwe naRobert nenhau yezvakange zvaitika .Ndakagara mudining muye kusvika Collins adzola akati "Ukugarirei bbe lets go tinpedzise zvatasiira paroad .Pakange pasisina option l had to play along naCollins wacho cz Kuna Kelvin kwaisatoita zvachose .Ndakabva. ndasimudzwa bridal style ndikanoiswa mubedroom pabed .
Aitoda Collins and akaita zvake zviya kundibata panonaka asi handina kumbo enjoyer sex iyoyo .Ndaitoda kt arege asi akaita nharo .Ndakafunga kt yaive confusion yezvakange zvaitika Saka ndakangoti ndaizonzwazve mangwana kt mafeelings aizodzoka here .Akandisandurudza pungwe Collins apa ndisisade ndave kuita zvekuisa mate kuti kupfave .Mumba make maisave nevaseline saka ndaktoona kt ndaitsemuka mukong* ndipo pandaipota ndichiita zvemate kana kunodira mvura .Kwakayedza ndatambura veduwee ndikatadza kusimudza gumbo ndichinzwa kt ndakange ndaibva ini .l managed to get out of bed kuseni kwacho ndikanogezawo body yangu .Ndichibuda mubathroom ndakaona iyazve mukomana akange agadzira breakfast in bed .
End of chapter 13
Sorry ne small chapter kubasa kwangu kune tight schedule masikati Saka ndonyora book manheru chete .
Stay blessed
Mai Maka luvs you all
❤️
😂
👍
🙏
😢
34