Mai Maka
February 22, 2025 at 12:16 PM
https://chat.whatsapp.com/It3MfxZLmkPFFvIi1Lkrv5
For shona interesting stories join my wats app group link
https://whatsapp.com/channel/0029VaMClQs0QeaggXT0Ov40
Guys follow my wats app channel for all our stories and previous chapters
NEW BOOK#5
Free book
SOULMATE
Mama Maka
0786923205 (calls and sms'only)
Chapter 21
Lindsay
Mandebvu being Mandebvu winked at me ndikadzosera nekuridza tsamwa yakanzwika mucourt room mose . Hapana chakange chandinakidza pamitongo yose yakapihwa Mandebvu.Mhosva dzake nemitongo yake zvaive zvakareruka . Hapana chandaikwanisa kuitawo zvangu asi kuti Mwari aizotonga ndiye . Takapinda mudzimota dzedu tikadzokera kumba.This time takananga tose kwaana mama tichiperekedza mother.Collins ndakange ndamuudza zvamother Mai Seth vaidemander Mari yavo Ivo varungu vake vasipo . Tichisvika akavaverengera 100 us each one of them .Hanzi naye taisaziva kt ana mama na dad vaipora riini urwere hwavo plus aitoti ndiko kt pambapachengeteke .Ndakazvisiyawo ini ,simba rekupokana nazvo ndakarishaiwa zvachose ndikasiira pekuti aive nayo Mari aifanira kuishandisa plus akange azvipira ndisina kumumanikidza and l appreciated that .Takazobuda naana mother tichinovatsvagira muriwo mutown nemafruits zvakange zvoshota mufridge mavo .Vaizodzoka nemakombi zvavo nekuti ini ndaida kuenda kunospoiliwa zvangu mutown.Kelvin had opted kukwira mota yanaRobert achiti iye he had some issues that were needed to be discussed naRobert but l was not convinced though ,l knew kt airwadziwa kuona Collins achinditsvara tsvara and calling me sweet names in his presence so he went naRobert.Taizosangana kumba manheru.Kufunga nezvamanheru kwakaita kt Hana yangu irove kunzwa sekuti ndaucheater Kelvin . Takasvika pachicken inn Collins akaburuka ega ini ndakaramba cz ndainzwa mazihope anezuro. Ndakasara ndikadroper seat mbichana ndichibva ndakotsira zvangu .Hadzina kure kwadzakaenda hope dziya cz phone yangu yakabva yatanga kurira and aive Kelvin.Ndakatarisa mativi ose ndichida kuona kt Collins aiuya here cz ndakange ndozivaka hunhu hwaKelvin .Pose paaiwana mukana aitove naughty chete .Iro day iroro pataipinda mucourt paive nekapressure and akandipa kambama pagaro and l knew kt it was him not Collins cz ndakanzwa nyama dzangu dzichidairira . Ndakaona kt l was safe ndikaidavira achibva ati "Tell your boyfriend kt akuchengetedze kwete kukusiya mumota uine mwana wangu ko ukakidnapwa ,He is not even picking my calls tell him to come kumba kwaRobert mota yake yaiswa matracker "Haana kumirira kushamisika kwangu asi kt akabva atokata phone yacho .Ini nekunzwa zvetracker l knew kt Mandebvu aizoita zvose zvaaigona to make our lives miserable.Especially achiti matora mwana wangu.Aidiwa Collins.Paboys dzese dzekumba kwavo ndiye aive the most intelligent guy and akaendeswawo kuzvikoro zvinodhura akazonoita zvekuve mukoti ku uni kwatakasangana uku and he was lucky kt basa harina kunonoka kuwanikwa because of his father's connections . Ndakasiya zvekufunga paside ndikabuda mumota ndave kutya sekuti ndainge ndareceiver msg yekuti mota ine time bomb . Ndakatora phone yangu chete ikavibrater msg tone yaibvazve Kuna Kelvin yaiti "Be safe iwe nemwana for my sake please "Ndakanzwa rudo ruchifamba nebody yangu kusvika kunzwara chaiko uku ndichibva ndatemptika kutyper back ndichiti "I will hun "Handina kuziva kt ndaisekerera ndakatarisa phone yangu zvekuti l bumped into someone achibva adinhedza zvaaive nazvo . Ndakazvinyarira ndikakasika kt "am sorry ma'am"Veduwee ndakange ndadenha mangwiro ,Mai yaituka iyoyo kwete mbichanaba.Aive nemaboxes echicken inn hobho aive mumazipapper bag .She was an albino but skin yake yaikuudza kt MONEY Ndakada kufunga kt ndaimuzivirepi ndikashayiwa ini .I pleaded navo ndikazoona ndatoinganirwa nevana waive nemuzera mumwechete and the other one was an albino and she was beautiful like her mother ,yes it was her mother ndakaona nemasimilarities ,they looked alike .They did not talk to me instead their eyes aitooneka kt vari kundinzwira tsitsi.Ohhh the mother was pregnant eish that's why ndakange ndafururwa nhyka , pregnant woman with emotions haaaa kubasazve .I wiped myself ndichibva ndaturner kudzokera zvangu kumota nekuti ndaiindepi ndazara matomato sauce emachips amai vaye .l looked kumota yavakanovhurirwa door yacho baba ndakagutsikana kt yaive nemari sope iyoyo .Chakandishamisa vana waive vakaenzana ava kuti waive wavo vose here .Ndakazovhundutswa nebhero remota ya Collins rakarira ndikatoshamisika kt akange adarika sure achisiya nedrama rekutukwa namai vaye .
Ndakasara ndopinda mumota ndatotsamwa kare .Moziva kune type dzevanhu dzekuti chero akakuona uri padambudziko anokusiya uchifa chaiko , ndiyo type yandakaona Pana Collins cz it's obvious kt akange aona zvose .Nei asina kuuya achindibatsira kupa apology or even kuvatengera zvinhu zvavo zvandakange ndarasa pasi .That was a sign yekusave murume.Ndakagara ndisina kufastener seat belt akazoti "Ndokumbirawo uise belt ""Rine basa rei "I responded iye achibva atotanga kufambisa mota akanyarara .Ndaingozama kufunga nezvemai vasope vaye kuti ndaivazivirepi ,I was interupted naiye Collins achiti "Do you know her,? that albino ,umire kuda kuzviisa mumadrama ausingagone ,she is the VP s daughter in law uya akabreaker kuita vana at 14 by then we were still ku high school chaiko .Ndiye mukuru weintelligence CI O ,the president's office chaiko .She is a woman of humour,she always minds her business.I read her profile last time on social media platform achibvunzwa zvekuzvara kwake ikoko .She has twins,triplets and that pregnancy ,she made it clear enough paprofile yavo kt it wasn't a mistake she loved children,hanzi children are blessings.Haadi vanhu vane dzungu serawaita .Ipapa wanga uchizhinya wakatarisa paphone uchivadhumha ndakuona zvangu ndikatobhoekana kt uri kuonei paphone ipapo ."
He shrugged achisimudza mashoulders ake mudenga achibva atizve "Next time anokutora achimbonokupisa kubase ravo ,pray that there will be no next time,she usually doesn't forget munhu waakamboona she is very intelligent.Go pawebsite pake anonzi CHIWARAIDZO NDLOVU her maiden name iri Chimboza .Mumboonewo how vamwe vanhu vachizoita a success mulife mavo ."Ndakaona kt ndakange ndoparidzirwa vhangeri chairo .Sure she was the one who was in charge for the CIO kupresidents office l had heard about her often times .Manje kana zvopihwa lecture naCollins waiona kuti akange otoita kakundisvotesa kt tsvagai kt vamwe vakadzi vanobudirira sei muupenyu.Anenge aitobhookenawo nekusaenda kubasa kwangu uyu.Mashoko ake iwayo akatoita kt ndiwedzere kumuvenga ndichida Kelvin.With that thot yekuva. compare naKelvin,l rememberd kt ndiye akange andifonera achindiudzazve tracker .Ndakamuudza ndiri low zvangu kt "Mota Yako hanzi ine tracker uri kudiwa kumba kwaRobert ndiye anogona kuibvisa anoita zve. IT ndi manager anoshandira imwe NGO soo."
He frowned from nowhere achibva ati "Saka zvebasa rake zvinei neni nekuti anoshandirepi .We are not going there we are going to my friend's office anoita zve IT izvozvo mutown umu ."Ndakamutarisa ndichida kuona kana airevesa and ndakaona akatomenya serious yake achibva atoconnector Bluetooth yake Akaisa masongs amambo dhuterere ndikatoshaya kuziva kt zvakange zvashatira papi .Iye wani aropodza kutaura nezva CHIWARAIDZO uyu
handina kumbomutuka wani .Ndakabva ndatonyarara ndikazoona atora way yaienda kuGlenview kwaRobert kuye ndikabva ndatovhara maziso angu ndichifunga Kelvin wandainoona kumberi kwete zvemunhu aitoda kunditsemukira saizvozvi hake . Takafamba music ichingorira kusvika tisvike .Takatambirwa zvakanaka ini ndikaenda muspare bedroom yaivepo ndikanorara zvangu .Ndakakurara here Sinikiwe auya nemanyaya ake .Aitopenga mwana uyu ,kusvika nekubata dumbu rangu achiti "Mhoro mwana waKelvin "Aisapenga here mwana anonzi Kelvin wacho ,aive 1gig chaiyo pakuremerwa ,akange avaudzirei Ivo ana Sinikiwe zvemimba. l know kt zve relationship yedu they were aware asizve izvo zvekuti mudumbu mangu matoone mwana zvaibvepiko .Ndakasekerera ndikasimuka ndichimutema nepillow tichitenderera muroom imomo tichimhanyisana .Taneta akagara pabed achibva arova rova paside pake as a sign yekuti gara apa .Ndakanogara paye akatizve"Chindiudza tinzwe unonzwa sei kugara nevarume vanokukwira vose under one roof , ndeipi inonaka ,do you compare them ,unoda upi wacho ,how did you know kt mimba ndeya Kelvin?"I laughed and laughed ndichitoseka kt ndaitanga kumupindura upi mubvunzo aah imi Zvimwe zvacho zvaidairika here kana ndimiwo .Ndakagadzirisa pahuro pangu ndichibva ndati "Sinikiwe you know kt ndoda Kelvin,Zvimwe zvose izvo it's drama handidi kunyepa but my heart beats for Kelvin."I started to explain to her about how l felt kana ndiinawo ,the way yavainditreater nayo . Effort yavaiisa pamaparents angu and so forth .We were now on a serious business meeting chaiyo achibva ati " Umm l don't know hangu how best yandingakubatsira nayo ,nyaya yako iri complicated iyi you have to be more careful ndapota zvangu ,ine makuva mukati iyi .Ndoona sekuti vose havadi kulooser."Akadaro ndikamutsanangurira zvakange zvaitika mutown that very day iye akatoseka achiti" ndokuti unodiwa zvako . Murume asingakuitire shanje haakude shaaa."Ndakangobvumira paisave nezvekuita kamunhu kacho kaitoda kunzwa every detail kusvika kulevel rekuti ndiani anokoir* kudarika mumwe and ndakapahwandisa ipapo ko zvaiudzwa munhu here kana ndimiwo zvenyu .
Takataura kani sister talk chaiyo ini ndichaudzwawo zvake .Ini ndini ndaive nedzakawandisa .Varume waivewo kwavo vachiita zvavo zvekubvisana matracker pamota .Chero mbocho dzangu padzakati tichienda kumba ndakasuruvara ndaida kusara zvangu ini . Collins mood yake yakange yave bhooo ndaitoona nekutaura taura achida kupinza Zita rangu manje ini ndaisaitirwa izvozvo,ndaida kumugadzirira size yaanokwana,munhu wepi anoda kutsamwa zvisina basa .Ndakabva ndatopika pakanzi tichiende kumba .Plus yaitove advantage yekuti ndisarare naye handiti aisafanira kusanganiswa here mwana waKelvin .Takasvika kumba ndikanogeza kubvisa maneto andaive nawo ndikabva ndapinda mugudza nekufuga musoro ndiye zii . Hapana kurara kwandakaita cz ndaingofunga kt ndobuda here pamba apa vabereki vangu vasati vapora.I told myself kt mangwana ndaifanira kuudza Kelvin kt muedzo wekurara naCollins ndaizoutadza ,ma excuses ndairamba ndichiabura Pai zvangu .
End of chapter 21
Mai maka luvs you all
Stay blessed
❤️
🙏
👍
😂
😮
51