NHAU DZESHONA🇿🇼
March 1, 2025 at 10:31 AM
FOLLOW THIS CHANNEL https://whatsapp.com/channel/0029VaFXuqUFXUuV0KSJBF2X *Tense Showdown: VaZelensky naVaTrump Vanoudzana Mashoko Makukutu muOval Office Pamusoro peNyaya yeHondo yeUkraine neRussia -Video* *Saturday 01 March 2025* *______________________________* Mutungamiri weUkraine, VaVolodymyr Zelensky, vanochinjana mashoko makukutu neMutungamiriri weAmerica, VaDonald Trump, pamwe neMutevedzeri wavo, VaJD Vance, pamusangano uchangobva kuitika muOval Office nezuro . VaTrump vakapomera VaZelensky nezvekuita mutambo nehondo inogona kumutsa WW3, ndokuvakurudzira kuti vanofanira kutaurirana nekuita chibvumirano cherunyararo neRussia. Mukupindura, VaZelensky bakati hapafanirwe kukanganisa neMutungamiri weRussia Vladimir Putin. Chibvumirano chezvicherwa chaitarisirwa zvikuru hachina kupedzwa, uye VaZelensky vakakumbirwa kuti babve muWhite House zvichitevera kunetsana kwavo naVaTrump. Mutungamiri weUK, Sir Keir Starmer vakataurirana nevatungamiriri vese, vachisimbisa "rutsigiro rusingaperi rweUkraine," sekureva kwemutauriri.
❤️ 1

Comments