Cupid Corner
February 24, 2025 at 05:55 AM
MAIZVIZIVA HERE?? Musapeta or kurongedza hembe dzakapindurudzwa"in side out" izvozvo zvinoita kuti zvinhu zvenyu zvamanga makaronga zvingopidiguka like kuronga nemunhu rwendo mangwana ofuma akuchinja oti hatichayenda Pamunopfeka zvipfeko zvenyu zvemkati tarisisa kuti wapfeka mushe here musapindurudza nekuti zvine zvazvinoreva uye kukonzeresa eg ukadanwa ku interview vanogona kukufarira usati wasvika asi uchingosvika votochinja pfungwa saka pliz pfekai zvakanaka Musararisa mugoti usina kusukwa ,vamwe unotowona wakawoma kuti gwaa zvekutozoparwa nebanga izvozvo zvinoita kuti hupenyu huwome munogara muchiita zvinhu zvekutamburira nguva dzose Anamai kana muchisuka or kurongedza midziyo yemumba "ma plates " rongedzai zvakadzikama not kungokanda mumba kuita noise muchigwenderetsa zvinhu. ..izvozo zvinokonzeresa mabishi mumba munogara muchinetsana na baba, vana nababa or imi kunetsana nehama dzemurume Farirai kuzunza magumbeze enyu or mibhedha yenyu mowarira pakare not kuti munhu anoita 4 months achingomuka achibuda odzoka ongoti bhidhiri senhanga kusenizvee omuka setsuro ..remember zuva nezuva rinezvaro muka uzunze zvanezuro ...that's why vamwe muchiita ma remedies bt haashande coz ukudzokera kunorara panhamo yako Iya

Comments