EcoNet Free Airtime🇿🇼
February 24, 2025 at 04:35 PM
*CHIBEREKO* 🤏🏻Chibereko chakarwadza unonzwa semusana kana gumbo kana guvhu asi chiri *chibereko* semukadzi dzidzai kuzvichengetedza . 🤏🏻Hazvininei kuti unoshandisei pakudziirira pamuviri *chibereko* must be cleaned. Hazvinei kuti makore ako *chibereko* must be cleaned. 🤏🏻 Kunhuhwa kwenhengo itsvina inenge iri muchibereko *🍃✅Blend* rinobvisa tsvina pamwe nezvirwere zvebonde *🍃✅Balm* ino batsira kubvisa mweya netsvina Kana uchinzwa kurwadziwa nechibayo chinosvika kuguvhu itsvina. *Chibereko* chikaita tsvina nhumbu haibate *✅Kana wagarisa uchishandisa mafammily planning* *🤏🏻Tingazive sei kuti* *chibereko* *chirikurwadza* *1* 🌿chibereko icho pachiri chinorwadza zvekuti ukapidza chigunwe ukabata unorwadziwa *2* . 🌿Chinogona kurwadzisa musana uchiita kunge muchiuno makasungwa nebhaudho kana kuita kunge unonzwa bayo *3*🌿 Chinogona kurwadzisa pasi peguvhu asi zvinorwadza zvekuti unogona kufamba wakakotama *4* 🌿Gumbo rinorwadza kubva muchiuno kusvika kutsoka

Comments