
House🇿🇼of 👑Entertainment
February 27, 2025 at 09:39 AM
King ndadzoka zvekare.... Imwe nyaya ycho ndaposter na09:57
https://whatsapp.com/channel/0029VaDvimWHwXbB7GnHFF32
*Uhmm ndakarara asi ndainzwa kuti nzvimbo yandiri haina kunaka.Makusen pamba pakafuma pakazara mota dzevanhu vaive vauya kuzoona Tsano vangu and me as well.Ndaive ndisina kutakura hembe dzekuchinja tsano vakamuka vachinonditengera red shirt ne black trousers.*
*
*Later during the day ndakatanga nyaya.Zuva raive rakunodoka ndakutofunga kuti tave kudzokera.Tsano told me kuti we going ku meeting first yema pastors then after tht topinda muroad kudzokera.Kokutyei mazuvano vatungamiri vedzi church ndivo varidzi vemari.*
*Taingetiri mu5 star hotel urimu capital city.Ndakambofunga kuti tsano vanoda kundipinza pachigaro chekereke as a surprise nekuti ndini ndega ndaive ndisina chigaro pavanhu vese vaivepo,we were 8 including the spiritual father.Takadya takanwa, patable pakaiswa red wine zvakatondinetsa kuti vafundisi vanomwawo zvinodhaka.Pandakapedza kunwa wine iya ndakatanga kuita dzungu fanika ndakuda kurara hameno zvandaive ndakunzwa.Ndakafunga kuti inogona iri nyaya yekuti ndaiwanza nekuti ndakanwa about 2 glasses.Pasina nguva sp!r!tual father vakandidana ndokubata ruoko zvikanzi welcome to the world of riches.Handna kubata zvavaizama kutaura.Takaenda mune imwe room in that same hotel maive nenyoka yaive yakarara pamusoro pemari.Ndakamboti kuda kudhakwa here or hameno chadzimira.Vakatanga kuimba masongs andisingazive ndaive ndakutya manje nekuti ndakaona kuti hazvichina huMwari mukati..*
*Tsano vakapamha futi mashoko aive ataurwa na spiritual father vavo zvikanzi even vana Sisi venyu is also a member wepano musatye henyu.Ndakapinda chando chekuti ndakamboita sendafenda nekupera simba.Madam vangu vakatanga kufona vachiti vandirotera hope dzinotyisa apa semunhu akazvitakura aive atori stressed.Early in the morning the following day racho takadzokera kumba hamawe kutaura kwamuri inyaya ndakuda rubatsiro.Madam vakaendeswa kuhospital kuswera nezuro vakangotanga kubleeder.Muhope dzavakanditora anoti akarota ndichinwa ropa rake,the good news is kuchipatara mwana vachiri kumuona mudumbu but am now worried ndozviudza aniko ini??*
😢
😮
🙏
❤️
👍
😂
212