House🇿🇼of 👑Entertainment
House🇿🇼of 👑Entertainment
February 27, 2025 at 11:02 AM
King viga nyaya yemukadzi wangu https://whatsapp.com/channel/0029VaDvimWHwXbB7GnHFF32 *Vigai chitupa admin king need kubatatsirwa nemazano ndakapinda kuJoni soon after kuroora kwangu mudzimai ndokubatsirwa mwana kubva ipapo zvinhu zvakambosunga ndokukwira bhazi ndichiuya South kwandiri nhasi..ndega ndaiona kuti munhu anondida thru kushingirira kwake ariumwe munhu aifanirwa kunge akatiza nhamo yacho was too much zvekudya 1meal pazuva apa tine mwana mucheche asi nemukadzi takagara pasi tikaonesana pfungwa dzekuti nditaure namkoma wangu aive kuno kuSA kuti vambonditora ndichengete mhuri sezvinei mkoma vakabvuma ndokuuya SA asi moyo wakarwadziwa kusiya mhuri yangu mukadzi anga achiri wechidki kusara nemwana ega ndakaona zvichimuremera chero sisi vangu vaive vavimbisa kuti vachabatsira zvimwe..sezvinei nguva yandakauya mabasa aisanetsa sezvavekuitika mazuva so ndakangoita 6months ndokutumira mkadzi mari kuti auye nemwana togara pamwe semhuri FF mwama wedu akasvika 3 years mkadzi wangu ndokundikumbira kuti ashande semunhu wandaida ndakabvuma nekuti chandaida ihappiness yake..zita rake ndichamuti Grace not real name anogona arimuno.Grace akawana basa kuSpar achishanda sa cashier vachitanga basa 7am to 8pm zvekuti aitodzoka ndapedza basa rese remumba kusuka nekubika sezvo ndaive ini ndaitanga kuchaisa basa.. Grace akatanga kuita shamwari dzeku spar kwaishanda dzaiuya dzichimutora paanoita off dzimwe nguva vaigona kuswera vese pamba ini nenyadzi ndotozobuda ndosiya vakadzi vega chaindirwadza shamwari zhinji dzaGrace vaive vanhu vasina varume saka ndaigara ndichimubvuza kuti unodii kumbotamba nevane varume??hapana kupera gore akabva akwidziridzwa pabasa ndokubviswa pahu cashier akanzi akufanirwa kushandira mukitchen achibika kunonzi kuDeli kune vanoziva department racho ko ndaizivei Grace akange akudanana naManager wemuSpar imomo zvandakazoudzwa nebest friend yake after 3 years 😭😭shamwari yake aigona kuuya kuzomukumbira kwandiri achiti varikuenda ku ladies out or kunobatsirwa shopping ini ndosara nemwana iye achienda hake kuzvikomba kunokwirwa vese neshamwari yake yakazobuditsa zvese vakonana Grace atora futi boyfrnd yeshamwari yake the one akandiudza😥😥😥*
😢 😮 😂 🙏 ❤️ 👍 223

Comments