
House🇿🇼of 👑Entertainment
February 27, 2025 at 01:36 PM
https://whatsapp.com/channel/0029Vav3MamICVftcxwk7T1H
Mamuka sei baba?ndinoda kukutendai neminamato yenyu murume nhasi kundiisira mapliz kol kuma4 koedza mushure mekunge ambonditi usataure neni ndikakuudzai mukati mahumbwe aari kuita anopera..abva azoisa msg kuma9 makuseni ano kwanzi wamuka sei mkadzi wangu bt handina hangu kumupindura coz paakabva kuno kumsha paweekend ndakamupa 65 dolas so it means akasvika akapa hure rake mari yose haachina yekufona..ndongokumbira kty minamato yenyu imupise baba nehure rake iroro varambane uye anyore matransfers abve kwaari azoshandira kwandiri bt I know naMwari uyu anything is possible...mazvita prophet 👏👏👏
😂
🙏
😮
❤️
👍
27