House🇿🇼of 👑Entertainment
House🇿🇼of 👑Entertainment
February 27, 2025 at 04:02 PM
King poster ndadzoka ne nyaya yengu Yama poster na4:07pm ... https://whatsapp.com/channel/0029VaDvimWHwXbB7GnHFF32 ndine hama dzakawanda muno mugroup chero iye mkadzi wacho arimo muno &this story is s€nsit"v€ nekurebesa , can't type it in one goal Akapinda mumba akatisiya panze , ndakapinda mumba ndikachinja then ndikaenda kuchurch shasha ikateerawo Manheru tadzoka ndipo patakazotaura ndikamuudza kuti ini handichakwanise kugara newe , i had R4000 mumba semunhu anga ave netime asingaseenze , ndakamuti atore yese zvake adzokere kwaakabva monday yacho yaitevera akatanga kuramba achiti ane pamuviri pangu So takanetsana kwenguva yakareba ndikabuda ndikati handirare muno nhasi, took a blanket ndikaenda pa sofer musitting room , ndakarara ndakatarisa kumadziro thinking and regretting zvandakazvikanda mazviri , ndikanzwa ndadirwa mvura hanzi huya urare usandijairire I kept myself calm koz anga akutsvaga kuti ndimurove , handina kana kumubata ...paakaona kuti hazvisi kuseenza ndobva atora matablets aange ainawo so ndobva anwa akawanda nguva imwe chete ndakaona akubuda furo mumukanwa The thought yekuti ko akafira mumaoko angu yakandidya apa dzanga dzave kuma 1 am ndakamutsawo vanhu, murume wamai vaya vatai share navo imba ndiye akarova mota ini ndichinyengerera uyu kuti asafe tichienda kuchipatara , takasvika kuchipatara kuine queue inotyisa , vanobayana nemapanga nezvimwewo zvakasiyana siyana then someone adviced kuti timupe mukaka , ndakamanya pagarage ndikanotenga mukaka ndikauya nawo pakamunyengerera kuti anwe ndobva anwa then kwakunorutsa , akabva ati akunzwa zviri nani ndobva tadzokera kumba, ndikasviko pindawo mubedroom ndakutya kuti ko kana akazviuraya Kuchino chena ndakatora chipepa chema tablets chiya asingaone ndikaenda mubathroom , pandakatanga kuverenga ndikaona kuti anenge ari 34 ndobva ndaaverenga aingori 34 akakwana which means she fooled me , hasha ndipo padzaka bata ipapo Ndakamutsa munhu wese pamba so vanhu vakafunga kuti inyaya yanga yaitika mahusiku yandaida kutaura nezvayo but i had made up my mind ... Takaungana tese musitting room ndobva ndati ini handichade kuona munhu uyu mu life mangu , ndakurongedza hembe dzangu ndoenda property yese ndomusiira but u will never hear from me again , that's when she realised kuti ma1 atanga ko chikafu chikazopera ndozodii Ndipo paakabvuma kuenda , takapinda tese mumba akarongedza twake but pese apa patainetsana she knew kuti anogona kuenda so akaba chipfeko changu chemukati chimwe chete ini handina kuzviona , ndakamutakura ndikanomusiya kwandakamutora , pandakanofuratira iye abva agayawo maths dzake (remember anobva kumusha kwaMhamha vangu &ndiko kwandakadzidza grade 1to 5 so most of my former classmates vari muno muCappa ) abva atanga kuvateverera 1by 1 achiti ndakamudzinga asina kana mari vamwewo vakamutora hameno kana vakamupa mari, vamwewo vaindifonera vachibvunza kuti ndaizviitireyi but vaiziva pekugumira because i used to be vi0l€nt ndichikura musindo ndaiudawo fani So rumours started to spread kuti ndaka mitisa munhu uyu ndikamudzinga, ndobva akwira zvake bus uyo kumusha kunyatso kunoshambadza kuti mimba ndeyangu, mhamha vangu pavakazvinzwa vakandifonera ndikavatsanangurira nyaya yacho yese in detail vakati haisi nyaya rega ndinomutora kumusha kwacho auye ndigare naye kana azosununguka toita maDN.A tests , koz ndanga ndakufonerwa nemasabhuku from area yavo iyoyo vachitaura nyaya iyi ndichimunzwa achichema Ku background, paakanzwa kuti mhamha vangu vakunomutora ndobva atiza (take note these events occurred muna May ) Social media zvima groups zvekumusha kwavo tarnished zita rangu, i became a monster, not to mention the damag€ it caused to my m0ther's r€put@tion Life became sower for her in the streets vanabhudhi vake vakumudzingira kumba kwedu kuti auye akuziva nyaya dzake , ndobva adzoka ku Cappa nanhasi arimuno, akanotsvaga kahoki kake kuNyanga i didn't know anything about it Inini on the other hand ndanga ndisina time koz I'm self employed apa long street yaipisa those days so ndiko kwandaipedzera time yangu Ff muna August akabva abatsirwa mwana mkomana , ngaakure , ngaasimbe ko iko kufanana neni , people where now sending me pics of the child on messenger and app ndonuatsoona kuti mwana uyu akafanana neni but mwedzi haisi kupindirana plus Moyo uri kuramba , I kept denying but deep down ndanga ndakurwadziwa kuti ko kana ari wangu , pamwe ndiri kutotambudza mwana wangu answer ndaiiwana Pasi pebhodhoro rewhiskey Three months down the line mwana uya akarwara zvekurwara zviya , aka admitwa kuRedcross pa Rondebosch apo but ini ndaisada kuendako , anga asisashandewo i don't know how she managed to pay the bills koz aitogara kuchipatara kwacho for months Then one Saturday morning i received a call from a girl who defended me kubva nyaya dzese idzi dzichitanga , she knew she'd earned my respect , she suggested something i didn't think of , she said in a sweet voice (LETS PLAY DETECTIVES IN ORDER TO CLEAR YOUR NAME FOR GOOD ) ndikati what are you suggesting zvikanzi enda kuchipatara ikoko unomuona wotaura nadoctor oita matests, I loved the idea ndakaenda kuchipatara kuya , bought some good food on my way ... Ndanga ndine mpfanha wangu , patakanopinda ndakarwadziwa ndichiona mwana airwara zvechokwadi , ndakamusimudza pandakangomubata iye ndobva atora phone kutanga kutora mapics inini muphanha wangu achi recorder live pafacebook ne original account yangu Vamwewo vakadzi vaivepo vakatanga kuti eish mwana akafanana nababa vake uyu , zvisinei 40minutes later doctor vakabva vapinda zvikanzi ndiani baba vemwana uyu since tainge tiri two , ndikati ndini nemazi confidence zvikanzi why only coming today ndikati i was away with work ndatosvikawo nhasi , ndobva ndatoti doc may i talk to you for a sec zvikanzi sure why not Takaenda mu passage i narrated my story in two minutes , then doc vakanditi pano hatiite izvozvo but what i can do is to get you the child's saliva and hair then ndokuudza kwekuenda ndikati bho , paid a gr@nd . Takadzoka muroom tikambomira mira zvikazonzi naDoc it's time to attend to my patients can you please step outside, we all went out , patakazodzoka he handed me a brown envelope then i left immediately ndobva ndanoita matests ... Maresults akati mwana haasi wangu and zvese zvandiri kutaura izvi ndine evidence yazvo
😢 😮 🙏 ❤️ 👍 😂 189

Comments