House🇿🇼of 👑Entertainment
House🇿🇼of 👑Entertainment
February 27, 2025 at 05:55 PM
> *Family yakatandara zvayo namfundisi .zvikanzi namai john ."nhai John ko inwaka tea wakamirirei?."john akati."moda ndikurunge ne mbolisi here handiti mfundisi haasi kupedza nespoon.?,amai vakati" mazichende anenge ababa sei usingakudze mfundisi.?zvikanzi nababa." iwe mai john,choya chinenge heji. hindava uchituka mwana nejend raunofarira.?mfundisi akangosumuka zvikanzi " ndaenda muri mhat* dzevanhu mese*😂😂😂😂😂😂😂 https://whatsapp.com/channel/0029VaDvimWHwXbB7GnHFF32
😂 😮 👍 😢 ❤️ 233

Comments