House🇿🇼of 👑Entertainment
February 27, 2025 at 07:58 PM
Hie king viga hako nyaya yangu haisi confession zvayo but dei Mwari atungamirira inini nekuti ndanzwa nekuda vanhu vasingandide. Zvorwadza king unenge uchiisa effort but munhu anenge asina basa nazvo.. 1 day ndichaunganidza vasikana vese ndovapisa😢
😂
😢
😮
❤️
👍
🙏
193