House🇿🇼of 👑Entertainment
House🇿🇼of 👑Entertainment
February 28, 2025 at 10:45 AM
Breaking News: Nyikà yedu yakutyisa iyi 😭😭 Izvi zvakaitikà zuro kunzvimbo yeMasvingo pàne vàna vechikoro 2 vakawanikwa vaine misoro 4 mumabag avo chàkaita kuti vàbatwe vakange vakwirà motikari so driver akatanga kungonzwa umwe mweya waive strong uchibvà nemubag hino driver akatya kuvabvunzà akabva àfonera police kuti iuye icheke kuti maive nechii police yakabva yauya ikàsecha mubag muya ndokuwaña misoro dziya dzirimo 1 waive musoro wecharger yeSamsung umwe weitel nemisoro 2 dzema laptops https://whatsapp.com/channel/0029VaDvimWHwXbB7GnHFF32 Munogona henyu kupedzisa zvamanga muchiita munoda nyaya st
😂 😮 😢 ❤️ 🙏 65

Comments