
House🇿🇼of 👑Entertainment
March 1, 2025 at 07:47 AM
Kurombera kupedza dzinza for revenge 1
https://whatsapp.com/channel/0029VaDvimWHwXbB7GnHFF32
King hesi viga zvako ndingaitwe part nekuzokumbirwa kwandakaenda. Sorry zvavo vanoda kuromba handisi kupa munhu kwekuenda. OK Diana zvazvakaita ndezvekudai mumba mababa vangu vaiva 6 vakomana 4 vasikana 2 baba vangu vaiva vepakati ende vanga vakaropafadzwa nedenga coz upfumi hwaivapo mumba medu takazvarwa tiri 2 chete takatanga kuenda kuboarding at primary level. Sorry vaverengi nenhoroondo ndikuda munzwe kwazvaka tangira. Mumba mababa vangu aiva ane vana vakawanda aiva ne3 including ana tete kuside kwamama vaingova 3 chete mkomana 1 vakaita vana 2, 2 zvikapera zvakadaro so yanga iri mhuri diki kwamai zvese nekwababa. So zvakaitika ndezvekudai pandanga ndagrade 5 ndakaendeswa kuboarding mabig sister she was in grade 7 by en same boarding mama vaiva midwife baba vaiva nemabussiness zvisanganisira mashops emaelectric gadgets, supermarkets kumusha mashops nezvigayo along side nefarm. So day iri ndinorirangarira zvakanyanya ndaiva ndaends kumba kwevamwe bmukuru saka ndakawana gate rakashama ndikangopinda ndikanzwa bmukuru vachiti ndichataura namakanika aite loosen mabrakes upfumi hwese toita zvatoda nawo hamgatipeka zvishoma nezvaano wana ndakangoti mheno akutaurwa nezvake ndikatopinda mumba kutovakwazisa ndakafara ivo vakafarawo vakatoti mukudzokera kuchikoro zvarini svondo kana monday ndikatoti ini ndoenda monday cc vanoenda sunday coz anga akusecondary. Saka ndakava nekakunyumwa nekushushikana kuti angataurwa zvekuitwa loosen mabreaks ndiyaniko ndikatoti Kuna baba musatiendesa kuchikoro tsvagai driver vakati ayewa ndonokusiyai namai venyu totanga nacc vako en monday iwe Sunday yasvika tanosiya cc zvakanaka tadzokera kumba ndikati saka aitaurwa nana bmukuru ndiyaniko monday ndanosiiwa kuchikoro vadzokera coz vaiti vakumhanyira kosiya mai kubasa ivo vozoenda kumusha. Kuma10 monday nditori busy kuimba ndichiwaridza bed kuchikoro headboy vauya kuzondidana hanzi ukudiwa kustaffroom ini aaaaah ko ndaitei ndichangosvika ndaona cc vangu vakagara vari muuniform asimuka andipa a tight hug ini wats going on cc ndiome maziso akatsvuka akatanga kumdibhanhadzira achiti be strong my brother kuti achitaura hachagona akuchema head vakanditi ndigare kutotanga kubvunza zveholiday nemisikanzwa yandaita after any hour vakanditi be strong ur parents a nomore from ere mhano zvakaitika ndakamuka ndamuroom yangu kumba hanzvadzi yangu achichema. King zvorwadza 😢😭🤧
😢
🙏
❤️
👍
😮
73