
🇿🇼Zimbabwe Hub 📰🗞️NEWS
February 14, 2025 at 12:38 PM
https://whatsapp.com/channel/0029VaofjayDeON4kBGxVN1o
> *Valentines Day😭🤦🏻♂️*
*Valentino Rose was a well known prostitute. Akaita bonde nevarume vakawandisa pahupenyu hwake kupfuura mukadzi wese wemu Italy.*
Paakafa, muPriest akati chokwadi ngachibude pachena,murume wese anoziva kuti akaita bonde nemukadzi uyu ngaaise maruva🌹 paguva rake kuitira kuti mweya uyu wakatukwa usazove kuvanasikana vako.
Varume vakanyara kuendesa maruva masikati, vakaendesa husiku. Pakuyedza kwekunze maruva akanga azara 3 hectares zvakaita kuti vanotengesa maruva vaite mari yakawandisa.
> Saka chinozonzi happy valentine' s💌 day chii ipapa iro riri zuva rePfambi?
> Mwari vachiti kudii nazvo?
> *Ko maruva zvaakaendeswa paguva reafa, muri kupirei vapenyu,for what reason?* Changamukai vanhu vatema🥹💔
> Musaitiswe zvinhu zvamusingazive kwazvakabva nako. Tsvagai nhoroondo musati maita chinhu.
*Celebrating prostitute's day thats why ma demons achingotiteera.😭😭😭*
*God bless you all*🙏
https://whatsapp.com/channel/0029VaooeG6IXnlmOHM3ET0h