Selfcare Sanctuary🏪
Selfcare Sanctuary🏪
February 3, 2025 at 08:19 AM
*KURASA MVURA PADIKI PADIKI / FREQUENT URINATION* 🤕uku kutadza kuchengeta mvura inenge isisina basa iya mumuviri kwekanguva kakati rebeyi , muchingonzwa kuda kungonoibuditsa padiki padiki. *Zvinombokonzerwa nei*❓ - 1️⃣ Prostatitis - kuzvimba kweprostate/Prostate inflammation - 2️⃣ UTI ( urinary tract infection ) - this is an infection inoitika kunhengo dzinosanganisira bladdar , makidneys, neUrethra. - 3️⃣ Diabetes - sugar ikawanda muropa inokonzerawo kuti munhu anzwe kuda kuenda kutoilet nguva zhinji. *Zvinonyanya kuitika kuvanhu vakadini❔❔❓* 1. Vakadzi vanenhumbu 2. Varume vatikurei pamakore 3. Vanhu vaneSugar 4. Vanema infection kunhengo like yeast infection, vaginitis etc. If you're experiencing such , get in touch with Mr Muchemwa

Comments