Selfcare Sanctuary🏪
Selfcare Sanctuary🏪
February 4, 2025 at 12:22 PM
*FIBROIDS* Ma Fibroids i cell rinomera muchibereko, cell iri rinoramba richizvigadzira nguva nenguva richitokura Fibroids are noncancerous growth in the uterus Ma Fibroids anogona kuwanda muchibereko *Ungaziva sei kuti une ma Fibroids* ●Kubleeder zviri heavy...Heavy menstrual bleeding ●Kuenda kuma periods kwemazuva akawanda..Prolonged menstrual periods — seven days or more of menstrual bleeding ● Kunzwa kurwadziwa neche muchiuno umu..Pelvic pressure or pain ● Kushanyira chimbuzi nguva zhinji kunoita weti..Frequent urination ● Kunetsekana kupedza weti...Difficulty emptying your bladder ● Kusaita tsvina kutoilet...Constipation ● Kurwadziwa ne musana or Gumbo...Backache or leg pains Rarely, a fibroid can cause acute pain when it outgrows its blood supply. Deprived of nutrients, the fibroid begins to die. Byproducts from a degenerating fibroid can seep into surrounding tissue, causing pain and, rarely, fever. A fibroid that hangs by a stalk inside or outside the uterus (pedunculated fibroid) can trigger pain by twisting on its stalk and cutting off its blood supply.

Comments