Selfcare Sanctuary🏪
Selfcare Sanctuary🏪
February 7, 2025 at 06:33 AM
*DAMBUDZIKO RE BP* BP hachisi chirwere asi muviri wako urikuudza kuti ropa harisi kufamba zvakanaka. ♨️Kusafamba zvakanaka kweropa kunokonzereswa neizvi:- 1. Mafuta (cholesterol) akawandisa muropa 2. Kuvhara kwetsinga dzinofamba neropa (atherosclerosis) 3. Kuomarara kwetsinga (ateriosclerosis) ♨️Zviratidzo zveBP yakakwira ●Numbness(chiveve) ●Dizziness(dzungu) ●Red eyes ●Kutemwa nemusoro ●Kurwadziwa mutsipa ●Tsapfu dzinomborwadza ●Hana inorova zvakanyanya ●Kunzwa kubaiwa netsono pamoyo ●kuzvimba makumbo Asi ndine solution inopedza matambudziko anokonzereswa nekusafamba kweropa zvakanaka. Mishonga iri 100% Natural and Organic isina maSide Effect. Ndine maHerbal Products anogeza tsinga kuti dzifambise ropa zvakanaka uye anopedza maSide Effects emapiritsi eBP. *Book your appointment today with us!🙏🏽*

Comments