Chaminukanews24.com
Chaminukanews24.com
February 17, 2025 at 01:59 PM
*📰Mudzimba* https://whatsapp.com/channel/0029VaAiZu0HQbS0w1lUez3v Hie, ndokumbirawo kubatsirwa nyaya yangu nevanhu vanozivawo tsika nemagariro ndisati ndanyanya kurasika. I have been married for the past 16years, but a few years into the marriage bubby akamitisa someone from kumaraini kwavo kumusha uko takanetsana but I chose to stay on condition that he stays away from that woman and her child. Fast forward Mai vemwana uya vakazofa shoko rikasvika kumusha kuti mwana uya is now destitute hachina munhu anomuchengeta akungoti pano agara akange akutomboshanda kumapurazi ipapo he was around 9yrs old. Inini nahubby we decided to stay out of nyaya dzacho as per our agreement. So vatezvara vakatora mombe yedu mudanga vanobhadhara chiredzwa kumasekuru emwana uya vanomutora vakauya naye pamba. Isu vakazotiudza vatobvako and I felt so disrespected . So neshungu we had an exchange of words pafoni kusvika vandiudza kuti muzukuru wavo ane right yekugara pamba pasekuru vake despite kuti mwana wekusango. Pakaroorwa mwanasikana wavo vakatora mombe imwe vakadzosera yedu iya but ini zvakandiremera kuti ndirambe ndichienda kumusha after that. Takaita 4yrs tisingatumire kana kuenda until last December vamwene vazofonera mwana wavo kuti zvauchawa na ndafa then we had to go. Mwana uya atokura he is now form 2, Pana bamnin vamwe teacher ndivo vanogara naye kwavanoseenza , mhuri yese accepted mwana and I felt so betrayed. Kubva zvatabva kumusha hubby is now talking about his son, apa ini I have 3 girls. Ndizvo here zvinoitwa veduwee mudzimhuri kuti muno farira mwana aitwa musango musingatarisewo kuti muroora anonzwa sei
🙏 🧠 2

Comments