
Making Money Online Playing A Game
February 2, 2025 at 05:00 PM
https://chat.whatsapp.com/L0R1kTwbLv1B8GICdj1t89
❣️❣️MISSING LOVE 💞💞
WRITTEN BY AUTHOR
Godknows Ncube
Book #07📓📓
Read,Share, Comment and Like ❣️🌹📓
Unedited ✍🏻✍🏻
CHAPTER 03
NICOLE
Ndatanga basa rangu zvakanaka my mind was very occupied nekuda kwekushanda nguva yekufunga yaive shoma zvayo. Pakuenda kulunch ndakaona friend yangu Sharon she approached me ndokuti "Vemakore." Ndikaseka ndokuti "Ndiwe wandinoti wemakore. Asi asikana hamudaro after knowing kuti my husband is dead kana kuuya kuzobata maoko." Akaseka seka ndokuti "Shamwari pakaipa boss vakatirambidza kubuda." Ndikati "Haudaro Sharon saka nemanheru boss vaive newe even your off days? Inga zvakaoma dea at least tave kuziva vanhu vechokwadi." Ndakadaro "Sorry hako Nico. Nematambudziko." Ndikati "It's fine Mwari ndivo vanoziva. Let's go for lunch." Ndakadaro going to our canteen ndokuorder rice taidya over a light conversation. NaSharon l couldn't tell if we were really friends. Munhu wandaiti ishamwari was my family kunyanya my mother and my son. Takapedza kudya ndokudzokera kubasa. It wasn't much of a really busy day zvaro. After work ndakaenda kumba ndokukwazisana namom. I freshened up ndokuti "Makuseni u had a lot to say." Zvikanzi "Hoo zviye. I am just happy kuti you're improving my dea. Hazvisi right kuti urambe wakabatirira pamunhu kudaro akafa. U just have to learn to move on. Haachadzoki Takura wako we have already let u mourn but l also think it's right kuti utsvage munhu. You're 25 unomuwana mukomana wako akanaka."ndakati "Hoo." Zvikanzi "Yes zviri kundirwadza seeing u depressed in order for u to recover quickly imbotryer kupinda into a relationship." I nodded zvekuti continue "ndapedza." She said "Do u have someone in mind for me to date?" Zvikanzi "Handina." I chuckled ndokuti "It's easy to tell someone to move on but after why father's death u didn't move on?" Vakati
"That's becoz ndange ndakura but even though ndine chikomba he doesn't come here but aripo for my sexual needs." Vakadaro ndokuti "Wow hameno mhamha right now l am not ready." Vakati "Take your time l am not forcing u."I nodded takazodya namhamha and l washed maplates naNatalia. Takambotaura nyaya ndokuzoenda kunorara. Ndairara ndega Takura Junior usually preferred to sleep naNatalia becoz aimuisira macartoons. Natalia was just 19 years old ari paHarare Poly doing accounting. Ndakanamata and fell asleep. The next day ndakakasika kumuka l we t for jogging makuseni iwayo ndokudzoka zuva rabuda. I heard my mom shouting at Natalia "Where is she? Ndakamuisa munext mako so that u can listen to whatever she is doing. If anything happens l won't forgive u nor myself." Vakadaro seeming worried "Mhamha l have a feeling she is safe haachaite that mistake again becoz she is living for her son." I knew ndini ndaitaurwa "I wish l didn't have that conversation with her yesterday." Ndakavhura door repadining ndokuti "Morning mama and Natalia. U don't have to worry l won't ever go to that path again l am over that phase ini. I have a son that needs his mother saka l won't act silly." Mhamha vakati "I am relieved saka tenge takutya." I smiled ndikati "Ndizvozvo mhamha now l am more mature ndiri kuda kumbo exerciser let me freshen up ndichienda kubasa." Natalia responded "Tobuda tese sis l miss my guy kamwana kanondiitira ikako." Ndikati "Kana neniwo kuzofonera mbuya vacho unenge woita kunge usingadi nemwana wako." Zvikanzi "True."
I went mushower ndokugeza. Wore my formal wear ndokutanga ndadya apple before having my breakfast ndakapedza kudya ndokudya banana. Takabuda tose naNatalia aive pafon smiling. "So vari sei bamunini?" Zvikanzi "Vapi amai Takura?" I laughed "Vanoita kuti ublushee. U think l don't notice the late calls iko kusekerera sekerera kwaunoita." She laughed ndokuti "U won sis vari bho tave ne3 months now dating." Ndakaridza muridzo ndokuti "Hoyo tave kupfeka majava. Usazoperera chete! Vakomana vanomborwadzisa zvavo. Inini kudanana kwandakaita naTakura paye online ndainge ndanzwa with a lot of heartbreaks munin'ina but didn't know kuti ndichapihwa heartbreak for life." She patted my shoulder ndokuti "Dea sis everything happens for a reason Mwari ane chinangwa nazvo it clearly shows kuti havasi wenyu . Wenyu chaiye achauya musatya. At least makapihwa an adorable child ini ndinotombodawo wangu mwana especially anenge Takura Junior." I smiled "Yaah kari cute and musikanzwa futi usakanganwe." We laughed thinking about his mischief's ndokukwira tichienda town. Takapesana akuenda kwake inini kwangu. I reached quite early ndokunosigner. It was a busy day becoz of valentine's day vamwe vaiita zvekutengerana mafon inini nechemumoyo ndaiti zvavo. Kumba uko l had teddy bear randainge ndakatengerwa naTakura. We hadn't dated for the longest time it was just one year then got married later onwards. Seday rakaita sevale l knew l would be depressed ndipo usually pataicelebrator our relationship anniversary ende Mwari soo. Boss vangu vaibva vasmiler kufarira more cash. Mukadzi aida mari zvake iyeye.
I spent the day well ndokuenda kumba ndakasvikira kadzoswa kamwana kangu. "My boy!" I said ndichimukanda mudenga. He giggled "Wange wasuwa mhamha here?" I asked kissing him on the cheeks he closed his eyes with his hands ndokubva ndaseka putting him down. "Nhasi wombobikawo Nicole umbondizorodzewo veduwee ." Said mhamha "Handina kumboramba ini mhamha ndobika don't worry." Ndakaenda kunogeza and cooked dinner l fed my son ndokutandarawo semhuri. Musi uyu ndakarara nemwana wangu Takura kaiti ukakagezesa kairara zvakanaka and zvinodadisa chaizvo. Madays passed and two weeks dzainge dzakwana since l had returned to the company. Everything was running smoothly when l would be free kana ndikakasika kubva kubasa l would take my boy on an outing nekuti mwana wangu ndaimuda. Mumwe musi ndakaenda kubasa ndokunzwa "Wanzwa here kuti nhasi kune board meeting nhai Nicole?" Said Sharon ndikati "No kwakanaka here? It only occurs kana kune zvakakosha zvinoda kudiscusswa." Zvikanzi "I also don't know l am just worried the last time payakaitwa after u left ana Magaya and Beauty vakamiswa basa saka everyone is worried about their positions in the company." Ndakati "I am also worried hoping for the best." Ndakadaro going to my workplace ndokutanga kutengesa mafones. Kuma 10a.m we were called to the boardroom ndakagara paside naSharon. Madam vedu vakapinda all smiles ndokuti "Good morning ladies and gentlemen l can see you're worried about your positions don't worry no one will be fired!" Munhu wese akatura befu l didn't notice kuti munhu wese was worried until vazotura mafemo. "U always know kuti if we call for such meetings then we have something important to discuss kaa? Today ndati ndikuudzei kuti my divorce is finalized kune vaizviziva so l sold my house as well as this company l am moving to the US." Munhu wese akati "Huh." Zvikanzi "Yes l have just transferred the ownership of this company to Mr Gideon he is one of the best businessmen in Zimbabwe as well as my good friend from high school. Munhu anoshandika naye he needs loyalty and honesty munoshanda zvakanaka. So let me introduce him. U may come in." Vakadaro ndokupinda baba vechikuru vakabva vapinunura 2 of his buttons pabhachi resuit ndokuti "I am Mr Gideon sorry l am a bit late. Ndini ndichange ndiri in charge of u and l need everyone to introduce yourselves inini ndoda punctuality kunyanya, loyalty and u to be honesty so tiri kutangira pano for introductions." He said vachitaura kuside kwandaive Sharon was sitting pacorner ndiye akatanga followed by me vaingogutsurira musoro ndokubva vati "For today that's it you're dismissed." We were all sad kuti our madam was going vaive munhu ane rudo nevamwe sometimes but zvaimbokwidza dzimwe dzenguva. "Uhmm this new boss venyu vari kutaridza kuve nemoto and he is indeed one of the best l have searched about him." Said Sharon ndikati
"Yaah hope toshandidzana zvakanaka like zvataiita namadam vedu ava. I hope there won't be changes."zvikanzi "Sure hoping for the same." Takaswera zvakanaka. The next day takaenda kubasa early ndokutanga kushanda. Our business apa rainge ranyanya kuwandira zvaro kufon charging chete nekuti vaitenga maphones vaive maone two. Week rakapera our sales weren't that pleasing. One day Mr Gideon called us in the boardroom ndokuti "Our sales aren't pleasing ndiri kushaya problem ndeyei? Maphones don't have any seasons kune vari kugadzira maphones l think muri kugadzira macheap models. Look at this bar ndizvo zvatiri kuda kuti our phones anofamba and our sales rise sezviri kuita ana Samsung and other phones. We are going to create mafliers for u to spread everywhere tichatanga by removing discounts tichienda tichidaro." Munhu wese clapped their hands vaive zveshuwa full of ideas ndakavafarira that current moment l am sure our company yaizokura chete." Dube wondiigirawo tea." He said pavanhu vese l was really bored zvangu. The meeting was dismissed ndokuendesa tea and he wanted my help yekugadzirisa mafliers and l did try to help nepandaigona napo.The following day taimhanyidzana with mafliers luckily l attended therapy 3 days a week saka l knew l was safe. Kubasa kwainge koitawo kuchinakidza becoz of a lot of pressure yaiitika ikoko. Ndainzwa moyo wangu kufara chaiko as l was recovering. Zvainge zvave nani than the last time. Ndainge ndiri more busy ndainge ndichivavarira kuti after a few months zvikaita ndaikwanisa kutanga a small business that was my only dream. Mazuva aifamba and mwedzi yacho yaitomhanyisana zvayo. My life had changed for the better l had fully recovered and ndainge ndatosimbawo kudzokera pahuNicole hwangu pandakazowanikwa naTakura. Ndainge ndotoonawo kuti amai vangu could say she was proud of me.
End of chapter #03📓📓.
Godknows loves u guys❤️❤️.
More comments and more likes🎉🎉.
Together we move faster🌹🌹.
Stay tuned for chapter #04📓📓.