Making Money Online  Playing A Game
Making Money Online Playing A Game
February 2, 2025 at 07:45 PM
https://chat.whatsapp.com/L0R1kTwbLv1B8GICdj1t89 Email [email protected] ❣️❣️MISSING LOVE 💞💞 Written by Author Godknows Ncube 🌹🌹 Book #07📓📓 Read,Share, Comment and Like 📓🌹❣️🎉 Unedited ✍🏻✍🏻 CHAPTER 05 CLIVE Mazuva akafamba turned into months and from months into one full year. Which meant it was now a year of dating mumwe wangu. Taidanana and sometimes yaive on and off. Mumwe musi ndakati ndanomutora makuseni ndokuti "My mom asked for maintroductions becoz hanzi it's disrespectful kuti every morning u come here and park your car woridza bhero whilst tisingakuzive." Ndakati "Have been also thinking about that for quite some time now vaudze kuti tinozviita on Friday manheru over dinner." Akati "Why not masikati paweekend?" Ndikati "Right now l am busy kutaura shuwa u know getting an off is very difficult." She nodded her head ndokuti "I will tell her then." Ndokuti "Thanks babe." I drove her kubasa kwake ndokuenda kwangu. Zveshuwawo kucar sale madays aya kwaive busy motikari dzaifamba kwete zvekutamba. Vamwe vachichema mari that's when l realized kuti vanhu vanenge vanadzowo mari mudzimba umu. Ndakatoona kuti l would knock off late ndokuisira Nicole message kuti aende nekombi. After work ndakaenda pamba pana Nicole and called her "Ndarara ini." Ndikati "Please babe." Akazouya l held her waist tightly and pulled her towards me. " I missed u." I said she smiled "I missed u too." She said blushing. I didn't take time l pulled her into a deep kiss. I had missed her lips nekuda kwevana taishaya time. She pulled off breathing heavily ndokuti "I have to go." Ndikati "Iri bho babe thanks." Akamhanyira mugate ndokudriver going home. Ndakasvika munhu wese avata ndakadziisa chikafu ndokuzoenda kunorara. Makuseni ndakanotora Nicole ndokumusiya kubasa kwake. Days passed kusvika musi weFriday uye. Ndakadzokera kumba early and prepared myself. I called Nicole as soon as l reached her home. She opened the gate ndokuparker motikari yangu. "Come in." She said handina kunetseka. I saw two ladies vaive amai vechikuru. She disappeared ndokundiunzira juice. Takakwazisana ndokuzotanga kudya after eating ndipo paakati "Ana mhamha vangu this is my fiancee Clive ndiye munhu wandiri kufambidzana naye. Clive this is my real mom amai Nicole and my other mom amai Takura then this is my younger sister Natalia." She said pointing ndokuombera "Ndafara nekukuzivai ana mhamha." Amai Takura vaye vakati "Same here. I hope u won't mind my presence here Nicole uyu ndinomuona semwana wangu. I am happy she moved on hatina hedu kumubatirira." She said and l smiled ndokuti "No mhamha kana l am happy you're here for moral support matotaridza rudo rwenyu." We continued talking kusvika ndazooneka vainge vave kuziva who is Takura. Takabuditsa magroceries andainge ndauya nawo. Ndakupinda mumota l stole a kiss from her and bid farewell. Ndakasvika kumba mhamha vakagara "Hevo madzoka vekuma introductions." Ndikati "Ichi chine makuhwa." I said pointing at my younger sister Cynthia ainge achitobvawo kuUniversity she was the only person l told about going to maintroductions. " Handiti haudi kuudza vabereki vako! Haukure iwe Clive." Ndakatoti "Ndisiyei mhamha l am going to introduce my girlfriend next weekend."mhamha ndokuti "Hezvo zvinoda kuita zvekujuma vanhu here Clive." Ndikati "Ndatokuudzai u have a week to prepare mhamha." Ndokuenda to my daughter's room ndakasvika achitamba. "Hanzi tete Cee vari kuuya mangwana." Ndikati "She is already here." Akati "Kwete Cynthia." Ndakashamisika kuti Cecilia was coming home. Ainge agarisa kunze kwenyika and l was very thrilled taiwirirana nesister yangu iyoyi.Ndakazoenda kusitting room ndokugara nana mhamha "Hanzi Cee ari kuuya?" Zvikanzi "Ehe ari kuuya hanzi apihwa week off." "Kanorova zvako kahanzvadzi kangu." No one responded ndainge ndakaneta l went off to sleep. Next day racho l called in sick kubasa ndaisada ini. Ndakanosiya Nicole kubasa ndokudzoka ndichirara. Ndaida kuona hanzvadzi yangu. Ainzi aisvika neflight yemasikati "Ndini ndobika hangu mhamha." Ivo ndokuti "Handidi zvehuchapa kana wada kubika Clive!" Ndikati "Handidaro ini mhamha l will clean after cooking." Vakati "Ehe bho." Vakabuda kuma 11 zveshuwa l cooked and cleaned the kitchen kubika ndaive shasha. Ndakanwa kuseka ndokuona vauya. Wainge uchamuziva here Cee kaita kamurungu kamwana kaamai vangu. Ainge asimba "Bhudhi." She came and hugged me. "Uri sei waamai?" Zvikanzi "Ndiri bho kukusuwa wena." Ndakaseka ndokuti "Handiti ndiwe usingadi kuuya kuno wakanzwa kuti tinoroya kaa?" Akaseka ndokuti "Kana inga ndauya wani." Mhamha soo "Mungataurire panze here huyai mupinde vanangu." Takapinda ndokutosetter table. We started eating tichikurukura it was just awesome. Nicole l had told her kuti l wouldn't pick her. It was a well day spent zvaro. I slept quite early kuitira kukasika kumuka. Madays acho aifamba and l was having the best time of my life with my sister yave Friday ndakati "Mom u still remember kuti l told u that l will be introducing musikana wangu?" Zvikanzi "Uhmm ndichiri kuyeuka." Unlike maother mom's that are happy kuti muroora ari kuuya my mom wasn't happy at all vaiita sekuti vaisada zvavo. I assumed kuti becoz of my ex wife chete but Nicole was quite different. "And u know tomorrow Cee ari kuenda kaa?" Ndikati "Can't she go on Sunday?" Vakati "Ane vana nemurume unoiziva nyika yavo kuti unowana pane replacement." Ndikati "Yaah true." Mumba medu we were just the three of us. Inini ndini ndaitanga followed by Cecilia and lastly Cynthia. She was the baby of our family nekuda kwekuyemedzwa kwake. "Haa kabhudhi kangu kazobvuma kukura manje zvekuda kuintroducer someone to us. I hope there isn't another amai Leena muno." Ndikati "She is different chiiko newe." Akaseka zvake. "Iyo nyaya yaamai Leena handidi kuinzwa muno." Ndokubva vanyarara zvavo. Musi weSaturday uye wakasvika ainge akapfeka a maximum blue dress with her hair tied zvakanaka. She was on point zvake. I drove to our house taigara kuZimre Park whereas she stayed in Tafara painge pasina much distance. Takasvika pamba pedu painge pakagadzirwa. "Welcome to my home babe." She smiled "It's beautiful." Ndakaona Cynthia auya achimhanya ainge ane dzungu rakanyanya 20 years munhu aiita kunge mwana mudiki. I locked the doors she went kuside raNicole. "Open uko Clive." Akadaro "Open for her my love usadaro tete vangu." Ndakaseka and opened for her. They shared a hug zvaisada kuudzirwa ropa rainge raita kuwirirana without a single doubt. Since pamba pedu paive neka orchard l saw there walking towards the orchard. I packed on the garage ndokuenda mumba. Mumba medu mainhuwirira ndakaziva kuti amai vangu was busy cooking chete. "She is here mom." I said peeping in the kitchen. " Ndazviona give her some juice." Ndakati "Ok." Ndokunhonga kapiece kechicken."Ukada kundiita kunge shamwari yako baba Lee tinonyadzisana pano unondiziva!" Vakadaro ndokuti "Ndakuenda mhamha." I said opening the fridge ndokutora juice ndichipedzisa kanyama kaive muruoko. I went outside ndokuwana vakagara vachitaura nyaya. Whatever they were taking about it was quite interesting. I gave her juice ndokuvapa space. "Aripi?" Said mom making the table. "She is outside naCynthia." Vakati "Call there." I nodded "Ko daddy varipi?" Vakati "Vadedzwa kubasa avo." I went outside and called them my baby was so nervous. She sat down ndokukwazisana namhamha. We ate in total silence akazosimuka ave kusuka naCynthia. Vakauya a while later ndokugara paside neni. "Mhamha uyu ndiye musikana wangu anonzi Nicole Mutsa. Nicole this is my mom and my two sisters u have already met Cynthia the baby of our family and this is Cecilia my sister wepakati vanogara kuUK." Akasekerera "Ndafara nekukuzivai mhamha and ana tete." Zvikanzi namhamha "Kana neni muroora une makore mangani infact tell me about yourself." "Ok mhamha well ndinoitwa Nicole Mutsa l am at the age of 26. Ndine mwana wangu one . Kumusha kwedu kuMalawi and ndinoyera tsoko. Ndinoshanda pacompany inotengesa macellphones nekuchargisa maphones . Ndinogara kuTafara." Vakagutsurira musoro "Mwana wako akura sei?" Zvikanzi "Ane 3 years now mhamha." Ivo ndokuti "Hmm makasiiranei nemurume wako? Clive when u said u were bringing your girlfriend l thought musikana. Neganda rake iri tinorogona here? Havasiriwo ana amai Leena vanozora mafuta here?" All those questions were directed to the both of us. " Murume wangu akafa a month after tachata nekuda kweheart failure. Handizore mafuta inatural skin and ndinoshanda handishandise zvinhu zvinodhura ini mhamha." She replied zvinyoro nyoro "Aah mhamha l thought u would add a thing or two kaini." Zvikanzi "Unombotaura neni here Clive? Saka washaya vasikana here? Vanhu vane vana vanonetsa especially uyu akafirwa nemurume ko kana akatakuriswa u never know? Pamwe ane mweya unouraya varume." Ndakatarisa mumwe wangu ainge asisiri comfortable ndokuti "Mhamha kani! Totaura aenda you're making her uncomfortable." Zvikanzi "Usandikwidzire izwi Clive! I am just showing my concerns ini. Ndiri amai vako l have every right to know. Ehoi ndanyarara ini chibvunzai imi amai vacho!" Vakadaro vatotsamwa mhamha vacho. "Let me get my bags ndingasiiwe with my flight mhamha." Akadaro Cee "Iri bho." Zvikanzi "Come and help me Clive." Ndaisada kusiya Nico with my mom but Cynthia gave me assurance ndokuti "Dai wakavaudza everything mhamha u know she hates kujumwa see now zvashata soo." Ndikati "Pakaipa dea." I helped her ndokuti "Handei tinoperekedza vatete vako to the airport." Haana kuramba takaenda kumota mom ndokugara kufront kunge vasina mota yavo. Cynthia ,Cee naNicole vakagara kumashure. Takasvika rainge rasara ne15 mins rake ndokuti "Makoti welcome to our family. Ndafara and l hope l will return to your wedding naClive." Akatyora muzura "Shuwa tete hoping for the same." She hugged Cynthia namhamha. "Ende hauna hunhu nhaiwe Nicole. Pfugama uombere vatete vako ava ndokuti murume." Ndakanyara achipfugama ndokuombera "Maita basa tete mambotiona. Tinoonana." Vakati "Iii mhamha mungapfugamise munhu. Get up hako makoti." Everyone was looking at us. Takaonekana ndokupinda mumota. It was just quiet. Ndokusiya mhamha "Ndave kumuperekedza mhamha." Vakati "Iri bho." Ndokupfuurira. "I am sorry babe." Misodzi yake ndokudonha " U should have told me kuti amai vako havandidi! Why did u hide the fact that l have a child? U know what Clive this clearly shows we are going no where it's high time l leave u now. Hatina kwatiri kuenda ndichawana someone who will like me and my son. Iwewe neni it's over thanks for all the insults!" She said achibuda. "Babe kani listen to me had l known kuti mhamha would react that way dai ndisina kuenda newe." She totally ignored me ndokupinda mugate mavo ndakasara zvino ndamira zvekupererwa. End of chapter #05📓📓. Godknows loves u guys ❣️❣️. Keep on supporting by your comments and likes ❣️❣️. Together we move faster 🌹🌹. Stay tuned for chapter #06📓📓.

Comments