Making Money Online  Playing A Game
Making Money Online Playing A Game
February 5, 2025 at 07:16 PM
https://chat.whatsapp.com/L0R1kTwbLv1B8GICdj1t89 🌹🌹 MISSING LOVE❣️❣️ Written by Author Godknows Ncube Book #07📓📓 Read,Share, Comment and Like 🌹📓❣️ CHAPTER 09 CLIVE "Babe unoziva kaa Nicole ane pride isina basa akasiya shamwari." Akadaro Sharon achitaridza kubhowekana "Akasiya basa? Anopenga here?" Akakwiridzira mashoulders ndokuti "Hameno nhai. Kuda kuti mwana atambure. Despite kuba kwake Mr Gideon was ready to continue working with her ndokusiya basa. Akatobva achidada wena." Ndakati "Haana kuwana rimwe?" Zvikanzi "Zvipikowo! Hapana apa kuda kutemba kamari kaamai vake kehuheadmistress. Chiri kundishamisa musi uye wecourt l don't know kuti akariwanepi lawyer . Nekuti Mr Albert is a very expensive lawyer. Ndakanzwa kuti vaive kuSouth Africa but ndakashamisika vadzoka kuno kuzorwa nyaya yake." Akadaro kana neniwo ndainge ndisina kuzvifunga "You're right Nicole anoiwanepi mari yelawyer rese riye? Ari kuhura kaa?" She shrugged ndokuti "Hameno ngatisiyanei naye. Handei kaa kurestaurant ndine nzara ini." Ndokuti "Iri bho." My mood was already disturbed about Nicole. Ndainge ndine mibvunzo hobho and Sharon wasn't helping at all. Takaorder chikafu but my mind was all over the place. "ko chii bae?" Akadaro Sharon "Nothing ari sei mwana wako?" Akaseka ndokuti "In 2 months time this is my first time kukunzwa uchibvunza about my child." Ndakaseka seka "Siyana nazvo." Ndokuti "Ari bho ngatiitei take away nekuti ndiri kunzwa kuda heavy." Ndakasmiler kana neniwo. Takaita zvetake away and drove to my place. Takasvika nekupinda mucottage tiri kudoor zvikanzi "Une huchapawo Clive. Mafeelings ese anotopera padoor look at the condition yemumba shuwa murume mukuru unosiya hembe pasi soo? Usadaro shamwari." Ndakati "Sorry." Ndichinhonga hembe. Ndokudonhawo bhurugwa rangu "Jesus! Clive asi hauone matissue kani bhurugwa kuzara tsvina kudai? Kuita kunge mwana mudiki soo?" Ndakanyara ndokuti "Kana inenge yasarira kani." Zvikanzi "Kukuona kuroad kudai hapana anofungira kuti une huchapa. Uhmm ndabvuma." Akadaro raising her hands. Akapinda mutoilet ndokudzoka achinja. "ko hausi kudya?" Ndakadaro ndaona akupinda muma blankets "Haa maya kana kunzi ndine appetite yakawanda apa yapera nekuona tsvina yemurume mukuru. I am starting to question kuti Nicole aizviona zvese here?" Ndikati "Siyana nezvawave kutsvaga." I went to the bathroom ndokugeza ndakanhonga hembe mubasket ndokupfeka. Kuda kuswebera kwaari akati "Usaite kunge mwana mudiki Clive hausi kunzwa kuti hembe yawapfeka iri kunhuwawo dikita here? Haa ndabho ini." Akadaro and l sniffed kana kuzvinzwa "Wakuda kunetsawo Sharon shamwari hakusi kumba kwenyu kuno." Haana kudaira rather kundipira gotsi. Ndakamusiya and feel asleep. Ndakamutswa makuseni "Ndoda kusiiwa kubasa. Please Clive munga ngamusiiwe makachena sezvamuri kwete kutambirwa nehembe. Weti inoitirwa mutoilet kwete musvigubhu kana mubucket ingawani muno mune ensuite. Usaite seune shavi!" Akadaro ndikati "Haa murume haaigara pakadai u complain too much. Ndakadanana naNicole aisanetsa iwewe left right center complain after complain ndabho. You're not my wife mhani!" Ndakadaro zvikanzi "Iri bho ndisiyewo kubasa." Ndakangomuka ndokutora makeys. Kuda mumutaudza kana kudaira ndikati kutsamwa. Akuburuka no good bye kiss ndakati "Zvatochidya no kiss no chii?" Akaseka ndokuti "Mukanwa mako muri kunhuwa hembe dzako sweat futi saka ngazvigare." Ndokubva abuda. Ndakaridza tsamwa going back home ndokudhumana namhamha mugarden "Makuita zvemahure?" Ndakati "She is my girlfriend." Vakangoti "Hoo." Ndokunyarara zvavo. [1/31, 10:51] Sandy aka Shortie: Ndakasiya vakadaro ndokuenda mumba mangu. Ndakatora washen ndokuisa mumachine ndaisaenda kubasa. Ndakakwesha mazino ndokudziisa matake away ndichinogeza. Ndakatora fon yangu and started stalking Nicole on social media platforms asi munhu wacho ndiye aisaposter zvekudaro. Paive pakangonzi "Nyasha pamusoro penyasha." Yainge yakaiswa the previous day racho. Ndakaswera nemwana wangu pamba. Kuma 5pm ndaisirwa message naSharon kuti ndinomutore. Ndakasvika ane vamwe vasikana vakaseka ndokuti "Bamunini makaoma kusiya tsvina papant here?" Vakabva vaseka vese . "shuwa vaudzewo." Akadaira Sharon achiseka ndakati "Pinda." Akabhabhaisana nevamwe vake. "Wazokwesha mazino?" Ndakaseka zvehasha. "what was that Sharon? Unondishambadza kushamwari dzako?" Akati "hoo okay ndange ndichitaurawo senyaya." Ndakati "Unondiona sebharanzi kunge munhu asingafunge. Ukaita zvekutamba l don't think we will last for another month." Ndakadaro iye ndokuti "Zvatoshata here?" Handina kudaira nekuti tainge tasvika pamba . LORRAINE Akaita kugegedzera Nicky ndokuti "Saka uri kundiudza kuti Sharon ndizvo zvaange achitaura. Ndofunga anyara Clive wacho pawamudaro." Ndakasekawo "Aita kuunyanidza face ndokuti "Pinda" I said immitating him "Yaah this time he found his match haasi kumuziva kuti Sharon is crazy. Uhmm ndamunyarira akagona akanditaridza the other side of him. Ndofunga Sharon akamudira motikari." Ndakati "Ehe achitoti he is mama's boy hanzi anoti mom this and mom that." Akaseka "Zvakaoma wani Mwari vakagona vakamubvisa munzira dzangu." Ndikati "Shuwa dai uri kuonawo bhurugwa rine tsvina. Sharon ndofunga ari kutamba neni achida kunzwa pamusoro pako. Handibvunza kuti ari sei Nicole akawana basa ndati handisi kuziva. Mr Gideon futi vandidedzera for the same purpose. Mazuva ano masales ecompany akadzikira." Ndakadaro ndokuti "Ndozvinoita Mwari l can't believe kundirovesa pasi petsoka when l am totally innocent iwe. Dai vakaitirwa zvikuru ivo, Clive naSharon." Ndakati "Sharon's days are numbered mukadzi waMr Gideon akauya kubasa dea and asked me about his girlfriend ndakavaudza zvese vari kuronga bomba." Akati "U go lie." Ndikati "Hausi kundiziva they are paying one by one." Zvikanz "Uone kucompany kwandiri uko takabatana we treat each other as one family." She said "That's gud l am genuinely happy for u." Zvikanzi "Yaah l know tave kuda bamunini." Ndakasimuka ndokuti "Muriwo wapera mvura." Akasara achiseka. Ever since l started living with them everything is perfect . I have found a family in them. I was happy for Nicole ndaingodawo nyasha dzekulocatwa like she did. [1/31, 11:28] Sandy aka Shortie: Makuseni ndakamutswa nephone call "Hello." Ndakanzwa "Ndeipi? Unditarisire nhasi kuma 2 palunch ndoda kugadzirisa mahure nhasi!" Ndakati "Shuwa ndinenge ndakakumirirai anenge ariko Sharon." Vakaseka "Drama richatanga na12." Ndakasmiler ndokuenda kunogeza. Ndakapfeka kaslack kangu keblue. Nekablazer with a white t-shirt. Ndainge ndakachena ndokuisa maheels mubag. Ndakatosvika kubasa boss vasati vauya ndokutanga kucleaner cleaner muoffice. Vakatozouya and l briefed him about his schedule. Vainge vasiri busy zvekudaro. He told me kuti he was leaving the office na11. Sharon akazouyawo minutes later ndokuti "Bestie hamudaro bho here yamakaita Clive? Akasvika kumba akafuta kunge dafi." Ndakaseka "Ndaida kuti anyare obva achinja hunhu." She smiled ndokuti "You're smart dea wakamugona hanzi this relationship won't last ukaita zvauri kuita kana shungu." Akadaro sitting pachair yaMr Gideon vainge vabuda. "Anopengawo." J commented . Sharon aingondifarira aindiyemura especially madays andaitamba naNicole ndaisada muentertainer becoz ndaisamuda mudhuze mangu. After Nicole left l entertained her ndigonzwe manext plots ake. Vakazouya boss l escorted him to the meeting. 12 dzakachaya ndainge ndamirira kuona drama but nothing. Dzave half 12:30 phone yemunhu wese beeped ndokuwana ari manudes and videos aSharon mamwe aive mavideos ndofunga aikandira Mr Gideon kozoita mamwe vari vese but his face was covered zvekuti waisatovaona kana kuvaziva. Maphotos takaonerera. Pasina nguva akaita kuviruka ndokujambira friend yake Linda ndokumupa mumbama. "I only showed u these pictures and videos how dare u publish me!" Akadaro nehasha "Undikwanire iwe ari muphone mani?" Vakatanga kuudzana mashoko kudzamara ave maoko. Maguards akanonoka kuuya ndokuzouya later vachidzimura moto. Vainge vabvisana mawigs. Pasina nguva takaona manudes aLinda futi nemavideos asi face yakabviswa vainge vatora mukombe vana pacompany. Ndiyo yakaswera iri topic. Takubuda kuenda kulunch mukadzi waMr Gideon akasvika nekujambira Sharon. Mwana akarohwa kwete mbichana vapedza ndokumubvarurira hembe kusara asina kana chinhu ndokutanga kumurova nebhande heavy. Vakazobatwa zvavo but ainge atopihwa zvekwake. Ainge opisa tsitsi. Akazama kufonera Clive kana kuuya ukuwo Mr Gideon wasn't at the office. Takaswerera nyaya yake. Takumba ndokutanga kumuseka naNicole ainge apihwa twekwake.

Comments