
Making Money Online Playing A Game
February 17, 2025 at 09:46 PM
https://chat.whatsapp.com/L0R1kTwbLv1B8GICdj1t89
🌹🌹MISSING LOVE❣️❣️
Written by Author
Godknows Ncube ✍✍
Book #07📓📓
Read,Share,Comment and Like🥂🌹📓✍🏻
CHAPTER 16
ISHAAN
Tainge takagara naQuinton tichitaura nyaya ndokuti "She found out shamwari." Ndakashamisika ndokuti "Unonyepa Quinton about the whole thing yedu iyi?" Ndakabvunzisa ndichida kunzwisisa. He nodded ndokuti "Shuwa wamai ndakambokunyepera here?" Ndikati "Hii saka hanzii naNicole?" Zvikanzi "Pekutanga she was scared of me but ndofunga zvakuita zvichitambirika but she hasn't given in completely." Ndikati "Zvenyu l am just scared kuti ko Lolo akazviziva iwe this whole thing is scary shamwari. I don't know how she will react pamwe pacho ndoti dai takangobuda pachena." Zvikanzi "Yakatodeuka hameno shamwari." Ndokubva ndati "Wakazviita sei but?" Ndikati "Simple we had done sex akuda kundiwiper paye ndipo paakazviona. Mwana akavhunduka kani." He said achitoseka. I knew he got the image in his head. Ndakati "Lolo is starting to question the process of having sex in the darkness too. Ndiri kungofunga kurovera moyo padombo ndotaura ini." Zvikanzi "I support u bro muster up the courage." Ndakati "Shuwa tonight is the night." Akaseka ndokuenderera mberi talking about other things but l was just thinking kuti how my life was going to react. Ndakazosimuka tadedzerwa food ndokuenda takadya quietly ndokumboona tv nana mhamha. Ndaitonzwa hope ndokukasika kuenda kubedroom. I freshened up l was already feeling nervous. Ndakazonzwa kupinda kwake. She came to my side ndokundipa a kiss.
"Hey hubby kutonzwa hope here uku?" I shook my head "No l was waiting for u." Ndakadaro she giggled ndokuti "Manje makadya muchikanganwa pemangwana zvinonetsa ndipo pamunofinhikana nazvo izvi." Akadaro achizvibata . I chuckled ndokuti "I won't babe." Akati "I am going to freshen up handei kaa tobva taita a session." She said achinditsonya. "No babe next time kungoti ndapindwa nechando." Akati "Hmm ok let me prepare my body for u then." Uchimuona waisamufungira kuti she was very naughty. She went to shower haana kutora much time ndokudzoka with a drying towel wrapped around her body. Ndakamedzerera mate as she dropped it ndokutanga kuzora mafuta shaking her assets. "Ita uchinje Lolo ndoda kutaura something important with u." Akati "I am horny l need u first." Ndakati "Please." Akaisa muromo mumhino ndokupfeka night dress rake ndokugara pabed. Ndokuti "Taura shamwari ndoda kurara." Ndiye paye l cleared my throat. I was starting to have second thoughts about telling her ndokuzoti "Hmm babe about us having sex husiku inyaya yekuti hmm." Ndakamedzera mate ndichishaya the right way to describe the whole issue ndokuti "Becoz l have two private parts chechikadzi nechechirume." I said with my eyes closed l opened them and she burst into laughter. Mwana akaseka kusvika abuda musodzi "Haa une mafunnies dai wakaita comedian babe l fell in love with u for the same reason your jokes." Akadaro achiseka. I maintained a serious face slowly her laughter faded ndokuti "Are u serious?" I nodded ndokuti "Bvisa trouser tone." Zveshuwa ndakabvisa and showed her. She screamed ndokufenda. I quickly wore my trouse ndokumudira tumvura kana kumuka.l ran kuroom kwaQuinton and knocked "Ko chii you're panting?" Ndakati "Lolo afenda after l showed her." Akabata musoro ndokuti "Maone aya. Babe hanzi Lolo afenda." Ndakamhanya kunodedza ana mhamha ndokuuya. "Ko chii chaitika?" Ndakati "I showed her the real truth. Sorry for lying mom and dad inini naQuinton nekutya kurambwa hatina kubudira vana vevaridzi pachena." Mhamha ndokuti "Zvakaoma baba Ishaan ndakakuudzai kuti ava vari kunyepa mukandiita muipi chionai mwana wevaridzi afenda!" Vakadaro mhamha vachitopopota. "Namatira amuke ipapo." Ndokubva doctor vauya he said aive abatwa neshock and she was one week pregnant. I smiled just the thought of us having a baby together was a blessing. Akazomuka later achiscreamer ndokubatirira pana Nicole ndokuti "Anotyisa uyu." Akadaro pointing at me mhamha ndokuti "Ayehwa hazvinzwaro muroora l thought vakataura chokwadi beforehand. Ndakavabara vakadaro ava." Akaseka "Haa inini hangu mwana wenyu ndaimuda but right now ndine fear chete mandiri mhamha. Handifunge ndingagarisane naye aya ndiwo mashura l thought zvaingove zvinhu zvaigadzirwa nevanhu l can't do it ini." Akadaro achitaridza kutya chaiko. "Babe?" I said trying to hold her hand but she yanked off my hand ndokuti "Handisi kuda ini Ishaan. Nicole wotorara neni hako muno tomorrow ndoenda kumba kwedu handigarire mashura aya. Kuti hazvisi zvemushonga?" Mhamha vakandikanda ziso ndokuti "Bata mashoko ako Lorraine." Zviye zvekutsamwa ndokubuda nadaddy vachienda. Iye akasara Nicole ndokuti "Wakuzvinyanya Lolo." Ndakabuda naQuinton ndokuti "She is overreacting chete."
Ndakati "Haasi akunyanya anoda kuenda kupi nemwana wangu?" Ndakadaro iye ndokuti "Ndane hope ini gud night." Ndakaseka ndokuti "Inga nhamo yeumwe hairamwirwe sadza." He didn't respond ndokufuga musoro. Ndakazobiwa nehope ndokurara flat. Makuseni we had breakfast Lorraine ainge aita kugara kure neni ndokuti "Ndakuenda kubasa mhamha nadaddy. I don't think l am coming back ndoda kuenda to my parents house l can't settle for someone akadaro." Akadaro mhamha ndokuti "Wakatombodawo mwana wangu here Lorraine?" Zvikanzi "Yes." Zvikanzi "Saka what's wrong? Zvinhu zvekuti anoitwa operation zvopera don't u see you're exaggerating apa?" Akati "Takasiyana mhamha kana zvirizvo zvakaita murume wenyu our choices are separate." Neiwayo ndokutora handbag ndokuti "Let me drop u off at work." Akarambisisa ndokumusiya akadaro.
LORRAINE
Ndainge ndashamiswa with what l saw l didn't expect kuona something like that. Zvekuti kusara kwandakaita naNicole ndaive zii ndokuti "Is this the same purpose NaQuinton? After all they are twins." Akaseka ndokuti "Maya hanzi l thought wainyara. Haana kudaro uyu." I didn't believe her ndokuti "Manje inini tave kusiyana l am ready to divorce him. Uku ndiko kubata bata uku ndezvemushonga munhu kuita zvinhu two bodo." Ndakadaro ndokuti "Unopenga nemari yese yawakabvisirwa asi kuti waisamuda kani." Ndakati "Kana ndinomuda munhu wangu but this is too much ndaita mutete kana uchigarira mashura aya ndiwe hako." Akati "Unodii iwe une nhumbu?" Ndakati "Ndinoshanda ini mwana wangu ndinochengeta gud night." Ndokufuga musoro.l heard her achitura mafemo zvekupererwa that was too much. Ndaitonzwa kuzvisema kuti ndainge ndarara nemunhu ane chinhu chinenge changu kudaro.Hope dzakandiba the next day we cooked breakfast. Vamwene vangu ndaiona kuti vainge vasisandifarire hanya nani. After picking my handbag ndokuti "Ndichauya kuzotora monarch rangu." Handina kumirira reply l called for a taxi ndainge ndisisadi zvemotokari dzavo dzinenge dzekuromba kudaro. Yakauya taxi l thoughtfully typed mashura aive mumba mangu in our ladies chat vamwe vakabvunza if they were rich ndokuti kuromba. Most of the ladies vaitaura kuti vanosiya and l was now certain about my decision.
I paid for the taxi ndokutanga kushanda zvakanaka. After l knocked off ndakaenda kumba and took my monarch ndokuti "Ndaenda ini." Vanhu vese vakangoti "Ok." Ndokumbundirana naLorraine ndichienda kumba kuTafara. I was sure my mom was still there. Zveshuwa ndakavaona variko ndokumbundirana ndokuzoti "Makasimba here mhamha?" Vakati "Ndiri right vanhu vasina kana two days matoti tevera soo." Vakadaro ndokuti "Zvoda takagara ana mhamha." Ndokuti "Handei mumba." Vainge vave nemusikana amai Nicole vainge vatsvagirwa naNicole. Akaisa chikafu taitaura nyaya dziri ordinary kusvika tadya ndokutandara maid ainge atonorara ndokuzogadzirisa pahuro. "Mhamha inini hangu zvemarriage handichadi ini." Zvikanzi "Ukwane Lorraine majokes aya handimadi." Ndakati "I am serious ndofunga ana Quinton vakaromba mhamha ane zvinhu two mhamha chechikadzi nechechirume ndomudii ko kana ndiri kuvatwa nechikwambo?" Mhamha ndokuti "Saka watiza?" I nodded "Hii wagona Mwanangu. Ndakazvitaura ini vanhu vepi kungocharger 5k vakubvisa 8k kutowedzera three thousand yaive yekuti ugoita mukadzi wechikwambo ndotenda Mwari wadzoka uri mupenyu mwanangu." Amai Nicole ndokuti "Musakurudzire mwana zvisina basa takanamata nekutsanya pano kuti Mwari vamuendese pamunhu akaromba manje? Musadaro ndakambonzwa nezvazvo anogona kutoitwa operation chechikadzi chikavhara." Vakadaro ndokuti "Inini handichadi ini." Zvikanzi "Regera tiudze tete vako." Mhamha vakafonera tete ndokuvaudza nyaya vakati vaiuya zuva raitevera. Zveshuwa takarara makuseni ndokuuya l was firm on my decision l was no longer interested nekuroorwa nemunhu akadaro. "Amaiguru musakurudzire zvakaipa imi nhasi aona kushata kwavo musadaro." Zvikanzi "Vatete mwana wangu haagarire mashura akadaro handina basa nekuti vakabvisa mari yakawanda mari inotsvagwa imwe." Tete vakatura mafemo ndokuti "Vakwasha vati vanoda kukuonai." Zvikanzi "Ehe tinoenda handirambe." She said ndokutonzi tisimuke naamai Nicole naamai Takura. Takaenda kumba kwacho nothing had changed. They offered us food ndokudya. Nyaya yakatanga kutaurwa natete ndokunzi "Vakwasha motiregererawo ndazamawo kutaura naye mukadzi wenyu asi arambisisa." Vakadaro "Nhai vatete munhu wacho dai ari kunzi akazvida hake hameno. Pamwe anga asingadi akawana chinomuwana mwana wenyu tamumanikidza hazvibude kana asingadi it's fine.We had thought as a family kuti toenda navo kumarriage counselling asi zvaramba." Vakadaro vatete vake "Munoziva pandakamuona l thought she was an understanding person but nemashoko ake ooh handimudi semuroora. Zvatoita vatete mwana wenyu akatakura dzinza redu pano havana mazuva akawanda vagarisana ndave kutoti motidzosera hedu imwe mari yedu." Vakadaro amai Quinton "Ayehwa mhamha hazvina basa." Said Ishaan nemaziso akatsvuka. "I agree naamai vako Quinton ndizvozvo tainge tabvisa mari yakawanda tichiti munogarisana asi apa zvakona motipawo half 4k yedu tokupai gupuro then after a year muchato mocanceller henyu." Amai vangu vakati "Hakuna zvakadaro kukupai mari yei? Marasha aadzoserwe kuHwange." Vakadaro ndokuseka "Ndanzwa kuti maiti airara nechikwambo kaa. It's not fair but torai henyu. Ishaan mupe gupuro mwana wangu it's painful but anga agara asingadi." Vakadaro ndokundipa $5. Hatina kugara ndokuoneka luckily l had taken everything that belonged to me.
Handina kuita shungu nezvakawanda. "Apa amainini marasikirwa." Ndizvo zvavakaita tete but l ignored her totally. "Ko iwe kusataura kuti une pamuviri? I thought vachakupawo kana $100 yegupuro kuomera ndofunga chikwambo chavo hachichavapi mari yakawanda." Vakadaro mhamha no one answered. Amai Nicole vakauya later and drove us out. Takasvikawo kumba kwavo ndokutombogara vatete vakaoneka ndokusara naamai vangu paye. No one said anything about the issue kusvika tanorara. Ndakatanga kufunga the happy moments of my life l spent with Ishaan ndainzwa mufaro those days ndainge ndatombonzwa nekurambwa becoz vamwe vaiti kurara neni vosiya but he had managed kundiroora nekuchata. I received a call from Ishaan l ignored it kusvika yakata ndokuona yave yaNicole. Ndakatodaira ndichitoti "Munin'ina?" Akati "Why did u do that Lorraine wadarirei? Kumuramba wasn't enough here zvekuti u posted his condition pagroup look now vanhu managed to tag all of us discussing the whole issue." Ndakavhunduka ndokukata ndichienda pafacebook l don't an unknown lady had tagged my post from the whatsapp group ndokuona ndofunga my profile ndokutanga kufambisa our pictures. Vamwe vaiti kuromba they were very mean comments about the Chauke family. Ndakabata musoro wondering what l had done? Ndaiziva kuti Ishaan will never forgive me. Akaisa message yekuti 'thanks chete' ndokusiya zvakadaro. Ndakatadza kana kurara ndichishinyirika chaiko. Ndakazoona call from Nicole ndokuti " I thought u were a sister to me but l was wrong. Namata kuti nothing happens to Ishaan otherwise vari ready kukusungisa shamwari right now anwa poison." Mudumbu mangu makaita kumonya heavy zvekuti l ran to the toilet ndokudurura. Ndakadzokera to my room and started praying silently that he would survive nekuti once afa chete it was certain l would go to jail. What was l thinking about when l posted that? I blamed myself for the whole thing. Manheru aya handina kurara makuseni l called in sick kubasa ndokuwana mhamha vatorongedza bag ravo ndokuti "Hausi kuenda kubasa asi?" Ndakati "Yes mhamha. Ndakaposter nyaya yaIshaan mugroup rewhatsapp someone tagged the post ndokuisa pafacebook now akanwa mushonga." Mhamha vakavhunduka "Hii pakaipa let's pray mwanangu otherwise those people won't spare us." Vakadaro vachitya. "So aiswa kupi?" Ndakati "I don't know the hospital mhamha." Vakaita kugara pasi. "Amai Nicole knows something about this kuroom kwavo havako ava." Ndakati "Maybe she went to the hospital." She nodded pasina nguva vakauya in her night wears maziso ari red. "What happened mhamha?" Vakati "He slipped into the comma." Hana yangu yakaita kurova mabvi kupera simba ndokunosvika ndichinogara pasofa. Weti ichindi presser she wasn't going to spare me that's for sure.
End of chapter #16📓📓.
Godknows loves u guys❣️❣️.
Keep supporting by commenting and liking 🌹.
Together we move faster 🌹.
Stay tuned for chapter #17📓📓.