Making Money Online  Playing A Game
Making Money Online Playing A Game
February 26, 2025 at 06:30 AM
Grp https://chat.whatsapp.com/L0R1kTwbLv1B8GICdj1t89 Channel https://whatsapp.com/channel/0029Vb0quNw1yT2HqI8oxe0G *💔💔 WHY YOU LEFT ME LIKE THIS💔💔* Written by Godknows Ncube 🌷🌷 Book #08📖📖 Read,Share,Comment and Like📚📚 Unedited CHAPTER 03 TAFADZWA Ndakabva kumusha with a broken heart living Emma and lying to her ndaitonzwa kurwadziwa. Honestly I was hurt when that accident occured yakacoster chibereko chemukadzi wangu. In frustration l decided kumitisa in secret nekuti ndaidawo mwana. I didn't share my thoughts with my wife. Zvisinei shamwari yangu yekubasa Brandon akandituma kuendesa mbeu kumusha kwake sezvo ainge ashaya. Off handina kuramba l drove there ndokurasika l asked a girl for directions and that girl was Emma. She was soft zvekuti ndakanosiya and decided to stay for days ndichimutsoma kusvika abvuma. I was her first in everything Emma. Ndainge ndisati ndarara naye and ndaisada kumutambisa. She didn't know l was married nekuti ndainge ndakarasa ring there was nothing to prove. When l told her kuti l would spent three months in London it was a lie taida kunotsvaga surrogate. When my mom told me vamuwana ndakashamisika ndichinzwa kuti ndiEmma after afenda. Ndaitya kuti anobvotomoka oti Donnel but she didn't say anything. I could see she had a lot of questions for me in her eyes. I was ready to give her answers but Lindy was on my neck the whole time. Takaenda to our room ndokuti "Do u think she is the right candidate?" Akati "Kana neniwo ndiri kuona kuti she is so young moreover she is a virgin." Ndakati "Plus it's her choice babe ngatimusiyei." Akadaro ndokundizembera. Pasina time we had a knock "Ndiyani?" Akadaro Lindy. "ndiEmma madam l came to call u dinner is ready." Zvikanzi "Tiri kuuya." Ndokuenda takazoenda and she had served food she was really a good cook. Handina kuisa comment but Lindy did. After food ndakamuona achipa daddy mapills. I don't know what she was telling him but he was just blinking. Takazoenda kunorara. I faked kurara ndokuona Lindy dzabata ndofunga kuneta sezvo taitsvaga vanhu kunze. After l made sure she was asleep l tiptoed to Emma's room ndokusvika ndichiti "Babe." Akavhunduka ndokumubata muromo ndokuti "Emma u don't have to do that surrogacy." Akati "Kutadza nei? Muri kudei kuhure nhai Mr Tafadzwa kana toti Donnel?" I swallowed ndokuti "Imbomira izvozvo Emma." Akati "Handisi kuitira imimi budai ndoda kurara." Ndakabuda ndokuenda kunorara. The next day racho Lindy said ainge ataura naEmma aizoitwa matests and we would see if she was fit. Zveshuwa takabuda ainge akachena kaive nestructure yakanaka zvako kaEmma. Takasvika and the tests were conducted ndokunzi aive fit aisave nezvirwere the process was done taizodzoka naye after two weeks and confirm if she was pregnant. Takadzokera kumba Lindy achingomubvunza how she was. Akatanga kutibikira Lindy. Emma had gone to rest l hugged her from behind ndichimubatsira kucutter maonions takadaro "Stop it hun you're disturbing me." Ndakati "How babe hona shamwari l am just hugging u." Akati "Your D is pocking me." Ndakaseka ndokuti "Naughty girl." Ndakadaro ndokumutendeutsa and started kissing her lips. Ndakavhundutswa naEmma who cleared her throat achiti "Poto ikutsva l thought hamuna munhu." Lindy akanyara ndokuti "I told u ndange ndakupisa buda muno Taa." I just smiled ndokutarisa Emma maziso ake ainge ajenga musodzi. Ndakanogara namhamha vakati "Ndovimba mimba ingobate l have a feeling your father will recover." I nodded "Zveshuwa mhamha." Vakati "Ndaikashora but kanoshanda kamwana aka." ndakangoseka chete. Vakazouya and served the table ndaitoti ndiri kutsika Lindy ndinzwe "Muri kunditsika sir." Akadaro Lindy she giggled ndokuzoti "Sorry." Ndakacheuka Lindy she bit her lower lip. We continued eating but l would steal glances at Emma she was hurting l knew. "What's wrong Emma hausi kudya?" Asked Lindy "I miss my mom and wonder how she is feeling." Akanzi "Don't worry unoenda after two weeks unenge watambirawo. Plus waiti vanoda kuitwa transplant she is pregnant kaa?" Akati "Yes." Zvikanzi "The first trimester is dangerous dai vaenda after 4 months nekuti mwana anenge ari parisky." Zvikanzi "Hameno sis." Madays passed tave kuda kukwanisa two weeks dziye. Emma aitoda kuti gadzirira maburgers takaona akubuda akabata muromo ndokutanga kurutsa. Ndakamuti "Are u ok?" Akati "Ndiri kunzwa dzungu." I directed her to the sofa. Ndokudzima stove ndakatorara chingwa nejuice ndokumupa akadya. "Ko chii what happened?" Akadaro Lindy ndakati "Ange achirutsa ari kunzwa dzungu." Akati "We can't risk let's go naye kuhospital." I nodded ndokuenda naye. Akataura masymptoms tione akupihwa kuti anotestee nhumbu zveshuwa kakabuda two lines. It was an emotional moment for me and my wife. We couldn't believe she was pregnant. "Doctor is it safe for her to travel kuenda kumusha in this condition?" Zvikanzi "Yes." Akati "Tipei list of what she will eat." Vakatipa ndokuenda naye kuchicken inn. Aidya hake but she wasn't happy. Takaenda kumba zvikanzi naLindy "Babe tomorrow l was supposed kunosiya Emma kubasa but manje l have a big meeting with my team iri important." Ndakati "It's ok babe kubatsirana moreover it's not safe for her kupinda mubus with her condition ndinoenda naye." She smiled "You're one in a million regera ndimupe mari yake yepay nekumuudza kuti uri kuenda naye." I nodded ndokusmiler. This was my perfect chance kunyengerera Emma and apologize to her. Ndaivada vese ndochokwadi. Lindy ndaimuda same as Emma hapana wandaida kuramba. Lindy akauya we had sex ndokurara. Makuseni akagadzirira Emma kuma ten ndokubuda tichienda mutown ndakatoti "Handei unotsvagira ambuya vangu grocery." She ignored ndakaenda naye kuMetro peech ndokutanga kunhonga tunhu tushoma. "Emma l am paying haisi mari yako shamwari nhonga zvinhu zvisvinu." Ndiko kunhonga kwaakaita. Ndokuti "Ndokutengera pizza?" Akati "Ndoda mahot wings." Handina kuramba ndakanomutengera zvaaida zvacho ndokuti "Emma!" Akati "Hmm?" Ndokuti "I am sorry babe. I know my words akakubata l thought kuti wainyepa babe." Ndakadaro ndokuti "Iri bho boss Tafadzwa." Akabuditsa fon yake ndokutanga kuseka ndikati "Saka ukutaura nani?" Akati "Nemukomana wangu pane dambudziko?" Ndakati "Ehe uchiri musikana wangu handirangarire takarambana. Saka muudze bharanzi iyeye kuti ndiripo." Akaseka ndokuti "Ndakakubuditsa mumoyo mangu Tafadzwa wanzwa? Unonditi hure iwewe wakandiona ndiri hure here? U called me a gold digger wongofunga kuti if u tell me those words l will melt kaa? Ukati ndiri easy target. Ndakaona kuti waisandida u are married and handidanane nevarume vevanhu. Kundinyepera zita iwewe!" Akadaro musodzi ichidonha. "I am sorry Emma. Serious the first time yandakakunyenga ndaida kuti undiitire mwana chete but with time handina kurara newe l realized l was in love with u Emma. I am still in love with u ndokudai mese naLindy hapana wandinokwanisa kuramba. Kusataura newe it didn't mean l didn't love u Emma ndokuda serious." Akatarisa kuside ndokuti "Ndiri kunzwa kuda kurutsa stop the car." Ndakamisa motikari ndokubuda panze achirutsa. I started rubbing her back gently ndokumupa mvura akasuka mukanwa. "Ukuda kudyei?" Akati "Nditengere mabuns nedrink." Ndakaenda ndokutenga nemachocolates akatenda ndokutanga kudya hake ari zii. "Emma ndokuda serious taura neni babe." Akati "Handidi zvekurwadziswa Tafadzwa unobhowa you're always lovie dovie nemukadzi wako kuita kunge moda kunditsvotesa." Ndakati "Ukandibvuma chete we will stop doing it pamberi pako." Akati "Ok kwacho." I smiled ndokukisa tuma lips twake. She was shy ndokutarisa panze. Ndakatanga kumuudza tuma sweet nothings ndokusvika pamusha pavo. I was introduced as her boss handina kugarisa ndokuoneka. Ndakafonera Lindy telling her l was on my way back. Ndakasvika kumba ndokuzorora ndaizoenda musi weMonday. Lindy akakasika kudzoka ndokubika takadya pakurara she was on my chest ndokuti "I am happy zvakaita babe. Soon tenge tane kamwana kedu." Ndakati "Ehe l am happy kana iwewe uri happy." She smiled "I hope haagarise kumusha l want to bond with my baby." Ndakagutsurira musoro ndokurara. The next day seSunday we went to church kuZaoga ndiko kwataipinda. I enjoyed church. Ndakatsvaga kasmall fon kandaitaura naEmma ndokutanga kutaura telling her how much l was missing her. Achiti aiuya on Wednesday as per Lindy's order. I missed her and her food. On Monday ndakaenda kubasa ndokuona Brandon ndokuti "Sahwira?" Akati "VekuLondon for three months." Ndakaseka as he knew everything ndokuti "Veku London for three months was exposed shamwari." Akati "Kuna madam?" Ndakati "Mwana uye anofamba naMwari wake shamwari. We left for surrogacy kaa ndini ndakatungamira ndazivei madam pavari kuti musikana webasa kwakuuya naye. Ndakazviziva on Friday agofende. Kunodai futi ndiye surrogate mother." Akaseka "She was destined shamwari aisafanira kuita secret wife wako wazviona?" Ndakati "Ehe pange pakaipa but ndakamusofter we are back together." Akati "Wakagona iwe we have to balance as men. Saka Lindy haasi kufungira?" Ndakati "Maya izvezvi ari kumusha. Ndiri kufunga kuti paanodzoka ndodambura tsinga." Akati "Vhurai nzira yemwana mudhara." We shook hands ndave kuenda to my office. Ndakatanga kushanda during lunch time ndakaenda kunotora mukadzi wangu ndokuenda for lunch. "kuri sei kubasa?" Akati "Kobhowa handiti unenge usiko here?" Ndakati "Ii ndisiye zvangu ndoitei musaloon ndemevakadzi vachinyeya varume uchinzi wangu akahura ndopisa nemafuta." I said immitating a ladies voice akaseka ndokuti "Ndizvo zvamunotiitawo kaa?" Ndakati "Ndisiye zvangu sevarume it's either bhora , wrestling zvema affairs asi munhu abatwa achihura or complaining about madam apart from that we don't have time for those discussions. Mumwe okupa suggestion yemupfuhwira. For u it's not necessary becoz beauty yako mupfuhwira wakakwana." She smiled ndokuti "Ndokuda Taa." Ndakati "Kana neniwo ndokuda Lindy." She smiled akanditarisa ndokuita the same. Ndakatarisa pawatch "Unfortunately time for romance it's over l have to get back to work." Akaseka ndokuti "Zvakaoma." I drove her to her work place ndokumbopihwa kiss then left ndave kuenda kucompany. Ndaitove nelunch meeting nechekare. End of chapter 03📖📖. Changu loves u guys 💓💓. Your likes and comments are highly needed🌷🌷. Stay tuned for chapter #04📖📖.

Comments