Making Money Online  Playing A Game
Making Money Online Playing A Game
February 27, 2025 at 02:15 PM
Group https://chat.whatsapp.com/L0R1kTwbLv1B8GICdj1t89 Channel https://whatsapp.com/channel/0029Vb0quNw1yT2HqI8oxe0G *💔💔WHY YOU LEFT ME LIKE THIS💔💔* Godknows Ncube 🌷🌷 Book #08📖📖 Read, Share, Comment and Like 📚📚 UNEDITED CHAPTER 04 EMMACULATE Moyo wangu waipisa whilst l was kumba kwana Tafadzwa. Seeing him kissing Lindy would hurt my feelings. Maybe becoz he was my first love and ndainzwa hasha but l had nothing to do. Ndainzwa kuti dai ndabva pamba apa but ndipo paibva mari yekurapisa amai vangu. Pandakanosiiwa kumusha tave kudanana moyo wangu wakapombonokawo. Takasara namhamha ndichitoti "Iri sei muviri?" Vakati "Iri nani ndiri kunwa mapiritsi angu. Kuri kushandika?" Ndakati "Ehe kuri kunani kune basa huru." Vakati "Zviri nani boss vako vanotaridza kuve munhu ari right." Ndakati "Vese nemukadzi wavo. Vari sei vana mudumbu?" Vakaseka ndokuti "Richiri ropa iri." Takaseka tese. Ndakafanobuditsa mabiscuits nedrink ndokudya hedu. Sis Emily vakauya ndokukwazisana ndikavapa two maskin jeans , nematops nekadress mwana akafara unozomuziva kuti ndiye werough here achiita kunditi sis. Ndakaseka zvangu munin'ina wangu ndaimuda but rough aiiwanza. Mhamha ndokuti "Watomugonera kubvira ndirware anombogara pamba here? Anototi dai chafa chimai chiye." Ndizvo zvavakaita "Iii Emily usadaro ndimhamha ava vane ngozi instead to spend more time namhamha semunhu ari kurwara." Akaridza tsamwa ndokuti "Ingawani muri kuti vari kurwara ndogarirei nemurwere mukwane." Ndakadzungudza musoro ndokuti "Musiyei akadaro mhamha manje manje muri kunorapwa zvinenge zvaita." Vakati "Hameno mwanangu kurarama kana kufa ndiri kuziva chete kuti ndayarutsa. Sis vako havatozivewo kuti vakaberekwa naamai." Ndakangoti "Mwari ndiye anoziva." Ndokunyarara ndave kubika beef yandainge ndabva nayo kuHarare. Takazvidyira daddy ndokuuya takafarirana vachindibvunza kwaive sei kuHarare. Ndichipindura my father wainyatsoona kuti vanoda amai vangu nekuti ndainge ndanzwa kuti vabva kubasa during his off days vaiita mapart time jobs. Manheru emusi uyu handina kutaura naTafadzwa. The next day racho ndakanyatsomuka ndakarara semunhu ainge ari kubasa. Sis Emily vaifarira hembe dzavo netuchikafu tunonaka twandaive ndauya natwo zvekuti vakatoita basa rese ndokubuda. Ndainge ndave kuzviona kuti kwainge kwane mukomana. Ndakaswera ndichitandara naamai vangu tichikurukura pamwe nekurairwa kusaziva mwana aive nepamuviri. Manheru ndakasvotekana madam Lindy vondiudzira date rekudzoka ndaisada kukasika kudzoka semunhu ainge asiri pabasa ndakazongoti ok kuti zvipere. The next Sunday takaenda kuchurch amai Belinda vakauya kumba tichikurukura. Ndaitaura naTafadzwa all the days tichidanana pafon. Ndakauya kuzotorwa naye kuenda Harare on Wednesday l was enjoying nekuti taidanana. Mhamha ndainge ndavasiira $50 ndaisada vave suspicious nenyaya yemagroceries. Ndakatambirwa zvakanaka nagogo. Ndainge ndatovasuwa. Lindy akazouya two mins ari sei mwana iro ropa iroro ndainzwa kusvotekana but paive pasina chekuita. Ndini ndainge ndave kuona nezvasekuru full time ndakaona zvisingaite kuti ndigare ndichipihwa mari pasina zvandiri kuita. Week richipera madam Lindy suggested kuti tiende kuVictoria Falls ndakafara ndaida kuenda ikoko kwandainzwa nevanhu. We prepared hembe ndainge ndatengerwa dzimwe. Takapindawo mundege ana Emma for the first time. I enjoyed even zvaive zvetwo mins. Takasvika paElephant Hills hotel aive manyama chaiwo. Painge pakanaka zvekuti macomments andainzwa nezvapo aitove madiki pane zvandakaona. It was beautiful and huge. Ndainge ndine room yangu zvekuti kupihwa makeys ndakasviko zvikanda pabed ndichinyatsonzwa kuti ndaive pahotel. Kamhepo chaiko kainge katosiyana nekwandaibva. Ndakamboti rarei ndokuzoenda kunodya dinner namadam Lindy. Ndakabhowekana tiri pakati pekudya they were all lovie dovie kutarisana maziso kukissana pamberi pangu. Ndakashaya appetite ndainge ndave third party and could see l was disturbing they intimate moments. I stood up ndokuenda to my room ndokugeza and changed ndichitoona maposts epafacebook semunhu ainge akatenga data reprivate wifi ndaive ne10gb. Ndaitonakidzwa ndokunzwa mafootsteps. Ndakanyepedzera kurara ndokunzwa kuvhurwa kwedoor. "Ndakuudza kuti arara babe." Said Tafadzwa zvikanzi "Maybe she was not feeling well remember she is pregnant." Zvikanzi "Totaura naye tomorrow." Akati "No l want to hear if she is ok maybe she is in some kind of pain." Tafadzwa akati "Mumutse wega you're just overprotective aneta with the flight." She started shaking me lightly "Emma!" Ndakati "Hmm?" Zvemunhu ari kuhope ini ndichinyepedzera. I slowly opened my eyes ndakamadzora ndokunyepedzera kumuka ndichimakwiza kwiza ndokuti "Matii?" Zvikanzi "Are u ok?" Ndakati "Yes ndange ndaneta and l was feeling uncomfortable ndinemi u were all lovie dovie ndikati better ndiuye kuzorara." Ndakadaro ndichitaura nekavoice kemunhu ane hope. "Ooh sorry dea to disturb u ndatoti pamwe pane pakurwadza and sorry for making u uncomfortable." I smiled ndokuti "It's ok madam u are such a young and powerful couple l understand." Vakati "Let me not continue to disturb u good night." Ndakati "Gud night." Ndokufuga kunge ndine hope ini ndaive ndisina. Vachibuda ndakaridza sorry zvenhando l said to myself ndokucontinuer kusvika ndabatwa nehope. Makuseni ndakaita kumutswa namadam Lindy. Zvainge zvave kuita kakubhowa chiona unenge uchimutsirwei. "Gud morning Emma we are going for breakfast geza tiende." Ndakaita kunge ndichavaridzira tsamwa ndokuti "No madam u may go ndichafonera room service to bring my breakfast ndodyira muno. U should go and spend some quality time with your husband this is like your honeymoon." She smiled ndokuti "If u say so l wanted u to be present but iri bho for the day tichauya kuma 12 toenda kunoona waterfall iye inozonzi Smoke without thunder iye wogadzirira." Ndakati "Iri bho." I rolled my eyes vachibuda ndokugeza and changed into a dress ndokuwana room service yauya nefood ndokudya ndichienda patik tok ndichiona mavideos aivapo smiling.Ndakabatwa nehope whilst watching matik tok videos ndokuzomutswa naLindy achiti tiende kuye. I wore my trouse netop ndokunzi ndiise a jacket. Takaenda nemumwe murume who was guiding us tichiona. Kwaiita kakunaya tumashowers twemvura twaibva ipapo twaitokwanisa kutotesa munhu. Tafadzwa was between us ndokunzi andibate ruoko naLindy. She wasn't a jealous type that's something that l noticed. She was ok with the arrangement achinakidzwa akambobuda muumbrella inini ndairambidzwa hanzi ndoita flue. Taingove naTafadzwa ndokutora photos. Akati taienda kunoona macrocodiles ndakati "Inini ndotya hangu endai mega." Zvikanzi "Toda kuti utorwe wakatoribata uri kutaura izvozvo." Ndakati "Ngazvigare ndingaende kunorara." They laughed at me zveshuwa takaenda. Lindy aitorwa mapictures ari padhuze naro. Kusvika ndaitawo the same. Takazoenda kucrocodile shop kwaitengeswa mahats and a lot of things zvakagadzirwa with animal skins. I enjoyed my day ndakatengerwa necklace. Ndakazoenda to my room they said taidya tese and weren't going to be all lovie dovie. I couldn't help but agree. Their room was next to mine. Tafadzwa akapinda ndokuti "Tonight is our night." He stole a kiss ndokuenda ndakashaya the meaning of his words. Takaenda kunodya ndokutanga kutaura nyaya. They were accomodating me in their conversations for me not to feel out of place. Lindy was already yearning achiti "Ndiri kunzwa hope chaidzo guys let's call it a night ndofunga kuneta with the tour." Ndakati "Gud night ndiri kunorarawo ndikapedza kudya." Tafadzwa offered to take her to the room ndokudzoka achigara ndokuti "Tonight is about us no one else. Ndamuisira masleeping pills in her food. Ndakashaya kuti zvainge zvafungiwa nguvai. He started feeding me and stole kisses every now and then. For dessert kwakauya ice cream ndakadya yangu but Tafadzwa said he was going to have it in the room. Ndapedza kudya we went to my room ndokulocker door.i took my nighties ndokuenda to the bathroom ndokutanga kugeza ndakaona Tafadzwa auya ndokuti "What are u doing here?" Zvikanzi "Ndoda kugeza nemusikana wangu." Ndakaseka ndokuti "Aah hazviite." Akati "Says who zvinoita." Takatanga kugeza takatarisana smiling. Kusvika Tafadzwa atanga kundikisa on the lips. I missed his lips since most of the time aive naLindy. He started kissing me badly and l held unto his neck returning the kiss. His hands shifted from my neck to the rest of my body and zvandakanzwa ipapo it was only pleasure. Akavhara shower ndokuti "Let's go to the room and finish this." I was now feeling weak handina kuramba. He carried me in a bridal style ndokundiradzika akati "Today hausi kuzora mafuta but this ice cream." Yainge yamelter he took it ndokutanga kuizora using the spoon achiirasira pandiri. He used his mouth ndokutanga kutevera achiinanzva l couldn't help but moan his name "Ta..fa..dzwa." akati "Hmm?" Ndakati "I am feeling weak." Zvikanzi "That's the feeling babe." He continued doing his thing achindiruma muhuro all l could feel was pleasure zvekudaro. Ndakanzwa weti and he said ndiitire ipapo. Weti iyi was different from yandainge ndajaira. Ndainge ndisisazvikwanise. He came and positioned himself on top of me ndokuti "This may be slightly painful ok are u ready?" I nodded ndokuti "Make me a woman." He started pushing and l felt uncomfortable and asked him kusiyana nazvo but akapushira zvakadaro. The pain l felt at that moment made me cry but mumwe wangu was enjoying himself. When he was done he took me to the shower ndokundigezesa. "Thanks." He said ndainzwa nungo dzekutaura ndokuti "Wandikuvadza." Akati ",Sorry." Ndakabatwa nehope ndokurara. Makuseni l woke up ndiri ndega. Kuisa gumbo kudai it was really painful zvekudaro l forced myself ndokubatirira ndichienda to the bathroom. Ndaifamba ndakaita kakudhasharara. Ndatobuda ndakaona Lindy in the room ndokutryer kubatanidza makumbo ndokuti "Morning." Zvikanzi "What's wrong?" Ndakati "Ndakaminyuka." She nodded "It's fine l came to call u for breakfast." Ndakati "Ndodyira muno ndakatadza kutsika ndokutsvedza mubathroom saka eish maone." She nodded ndokubuda. I looked at my neck ndokuona malove bites. Madam Lindy didn't notice them becoz of my nightie. Ndakapfeka a long sleeve top ndokuisa skirt ndakafonera room service ndokuuya. Ndakazvidyira and started watching some videos. Vakauya ndokutanga kutandara she said vaida tiende on the pool. Handina kuramba takaenda ndokugara. Some of the ladies were married paitove nemacouples. Kozoita vamwe vaive maside chicks just like me takatanga kuwirirana zvekudaro ndokutora number dzaMirabel musikana wandainge ndapindirana naye. Taitaura nyaya paye ndakazoenda to the room and rested. Musi uyu l had my dinner muroom ndokutaura namhamha vangu. The next day l was feeling much better takaenda kunoita maactivities. Ndakaenda pazip line and zvainakidza. Tikamboenda patraditional restaurant ndakadya sadza rezviyo nemaguru. I was having the time of my life . Madam Lindy told us we had to return the next day. I had no regrets and musi uyu vakaisirwa masleeping pills l enjoyed the night with Tafadzwa. Tomorrow wacho takadzokera kumba kuna gogo nasekuru. Ndainge ndatotanga kutaura naMirabel achindiudza zvedhara raaidanana naro. Ndaitowirirana namaid wepamba apa ainzi Hilary aingove free. Days passed vangu vainge vasisina basa nekuti sekuru vadii. Pese pavaienda nagogo for maexercises l would go and copy zvishoma. Already he had recently started moving his hand hapana wandakaudza coz vanhu vacho vainge vasina basa nasekuru. Days passed and turned into 3 months ndakwanisa kuvhura bank account ndakaisirwa $14k yangu ndokusarudza kupa ana gogo 7k vakawedzera pa6k yavaive nayo ndokuita $13000 ndakasara ne7k l was planning kutenga stand yekuti vabereki vangu vazogare. Sekuru was a pilot ndivo vakaenda nadaddy namhamha for surgery. Three days passed pasina call yavo kusvika ndafona Emily was staying neni pamba pamadam zvikanzi "It was a success operation yakaita she had slipped into a comma but now she has regained her consciousness." Ndakati "Totenda Mwari." I was happy l didn't want my mother to lose her life ndaivada padhuze. Emily aitonakidzwa nekuno aiwirirana nagogo pakuti both of them were talkative. NaTafadzwa we would meet secretly here and there. End of chapter #04📖📖. Changu loves u guys keep commenting and liking 💓💓🌷. Together we move faster 🌷🌷. Stay tuned for chapter #05📚📚.

Comments