Daily Word | AAC
Daily Word | AAC
February 6, 2025 at 11:10 AM
There are some people who still think that munhu akafa then nguva yake inenge yakwana. I have taught much on this so let me teach you again. Ecclesiastes 7:17 inoti, "Be not over much wicked, neither be thou foolish: WHY SHOULDEST THOU DIE BEFORE THY TIME?" Reshona rinoti, "Usava munhu akanyanyisa kuipa, uye usava benzi. Ungada kufa nguva yako isati yakwana? (Muparidzi 7:17) Zvoreva kuti unogona kufa nguva yako isati yakwana. So it's not everyone ari kufa nekuti nguva yake yakwana. Vanhu vakawanda vari kufa nguva yavo isati yakwana nekuda kwema reasons akasiyana siyana akaita se, "suicide, reckless driving, food poisoning, witchcraft, hupenzi chaihwo, chihure, etc." This must be clear to you.
Image from Daily Word | AAC: There are some people who still think that munhu akafa then nguva yake...

Comments