Daily Word | AAC
Daily Word | AAC
February 7, 2025 at 08:33 PM
_KINGDOM SERIES_ The ministry of John vs. the Ministry of Jesus. Ukacherechedza uchaona kuti ushumiri hwa Jesu hwaiva hwakasiyana zvakanyanya nehwa John. John anga akazodzwa na Mwari but aigara musango achipfeka hembe dzakagadzirwa nemakushe emakwai uye achidya hwiza nehuchi,yet anga ainema disciples aakato dzidzisa kunamata nevanhu vakawanda vaakaparidzira nekubhabhatidza. Jesu anga akazodzwa asi aigara mumaguta makuru achidya zvaanoda nenguva dzaanoda uye aipfeka micheka inodhura zvekuti masoja enguva yake vakatamba makasi kuti vaone kuti anga enda nehembe dzake ndiyani.. *Chakasiyanisa ushumiri hwa Jesu na John inyaya yevanhu vavaka paridzira .*
❤️ 🙏 2

Comments