Rise Of The Modern Man
Rise Of The Modern Man
February 27, 2025 at 07:43 AM
*Response* Ahhh murume uyu ari right right here aida kuravira virgin chiiii ko akabvisa obva afa yangozi kahh iyi chiii chinotyisa barika rakatanga revirgin versus manon virgirn ndosaka Zimbabwe tisikuenda mberi tongotarisa zvemibhurugwa chete tisingaendi mberi izvezvi makungotenderera pakutenga pumper pamusoro pezvo barika pfacha pfacha chawagura hapana inga mukadzi waive naye tande nevakadzi vemafundisi mavirgin kukanganosa future yemwana kuroya ikoko tora munhu wako dai akange aine mangoromera fire upon the virgin rise ukuda kuitwa abortion 😹😹😹
😂 😮 10

Comments