
Rise Of The Modern Man
February 27, 2025 at 07:46 AM
*Response*
Guys tichafira kuti munhu ndomuda ari Virgin. Baba iyi hatingati mistake coz you planned for it. Dene mange musingadi asiri Virgin mungadai musina kutora mwana wevanhu. Now dambudziko ramave ratopfuura madam venyu vasiri Virgin. Ini handisati ndaroora but I want to share something. Ndakadanana nemusikana aiti ari Virgin iniwo pandaiedza kutamba naye I could tell kuti ari Virgin. But relationship iyoyo was so stressful coz ma problems aiuya hobho. Ku cheater ari Virgin kudero, family problems. She wasn't appreciating zvandange ndamuitira ndikatomuudza kuti ndine vabereki vanodawo help nema siblings aitotsamwa kuti you give family excuses pandechida mari. Ndakazoita give up. Then I met a girl ange asiri Virgin akatondiudza kuti handisi asati atombondibvuma akandiudza zvakaitika. Takashanda pa same organization for about 2 years handina kumbobzwa zvipomerwa pabasa even kushanda nema subordinates ake vaitofara naye chose. Vachiti she a good boss.Iniwo ndakaita whatsapp web ye account yake into my laptop for about 7 months iye asingazive handina kana chipomerwa chandakaona aitoramba team inenge yauya even ex wacho. Even ku new environment kwaari. She is so supportive anonzwisisa kuti ndine vabereki nevafana. Virgin akuti I want you back but hazvichaita. Ndikatonzi roora nhasi I go for uyo asiri Virgin. So it's not only Virgin yatofanirwa kutarisa guys. Ende umwe watomuwana ari Virgin anogona kuzongobuda kunze. Remember tisu futi tinobvisa virginity yacho asi tozoda kutsvaka ma Virgin pakuroora.
❤️
🙏
👍
🫂
16