ZIM♥️HIGH👻SCHOOLS🇿🇼 OFFICIAL 🏀🏀
                                
                            
                            
                    
                                
                                
                                January 30, 2025 at 07:03 PM
                               
                            
                        
                            Chinhu one chekut kunyangwe mukataura or mukanditsiura or kundirova... Kundishora.. Kundidzikisira... Handife ndikasiya Haaaaa kushandira Mwari handirege.... I SHALL DWELL IN THE HOUSE OF THE LORD ALL THE DAYS OF MY LIFE 🙏🙏