JOKES RELOADED ZW🇿🇼
JOKES RELOADED ZW🇿🇼
February 28, 2025 at 08:10 PM
*Zvinhu zvinoita kuti ufadze murume wako❤️❤️♨️* 1. ida hama dzemurume wako 2. siya makuhwa 3. chimupa rudo rwako rwese 4. dzidza kutaura chokwadi 5. usaite dzimwe shamwari dzisina basa *Hezvinoi gumi zvinoitawo kuti ufadzewo mudzimai wako♨️❤️❤️* 1. mupewo mari 2. mupe futi mari 3. ndati IPA mukadzi mari 4. lmbomupa mari 5. wobva wamupa futi mari 6. ramba ichingomupa mari 7. mari mupe. 8. usakanganwe kumupa mari . 9. iwe ndati mupezve mari. 10. ramba uchingomupa cash kkkkkkkkkkk *`Musazoti Chiko haana kutaura😫😫🤦🏻‍♂️`*
😂 ❤️ 👍 😮 🤣 🙏 77

Comments