Chitungwiza Municipality
February 8, 2025 at 05:41 PM
*MANHERU*
*_MaTitle Deeds auya kuvagari vemuChitungwiza._*
Kanzuru yeChitungwiza yakabatana neKwangu | Ngakwami Presidential Title Deed Program Trust inokuunzirai chirongwa chekuti mukwanise kuwana maTitle Deeds zvisina kufamba kuenda kumahofisi ari kure nekure.
Mahofisi ekuti mukwanise kuwana maDeeds achavhura svondo rinouya kumaDistrict edu Seke North, Seke South, St Mary’s neZengeza.
Unokwanisa kutanga kunyorera paPhone pako uchishandisa WhatsApp. Tanga nekukwazisa kuti *Hi* paNumber dzinoti *0787590569.*
*Chitungwiza Municipality Public Relations Update*
👍
😢
2