
AFRICANCELEBZ_OFFICIAL ✅️
February 26, 2025 at 05:50 PM
Hie africancelebz nyaya yangu yakamira yakadai ndine munhu wandikufambidzana naye nyaya iripo tose tinoshanda ska takuita mabudgets emari kuti titenge chifambiso hatisati takugara tese ini hangu zvemarriage ndakaona kuti hazvisi zvangu but kuronga tikuronga tese tichiwirana but pane pakundinetsa kuti tichironga kudaro haazofungi zvimwe hre kuti tatenga mudziyo tese ozogona kundisiya iye parizvino akuratidza kuda ndisingaziivi kuti ariku pretender kna kuti ari serious ndikutya ndikudawo kuoneswa kuti zvinoita hre kna kuti thanks kune vachabatsira?