AFRICANCELEBZ_OFFICIAL ✅️
AFRICANCELEBZ_OFFICIAL ✅️
February 26, 2025 at 07:11 PM
Hie post me as Hide my story goes like this ndiri mukadzi ane vana 2 girls Soo murume wangu anohura zvekudaro ende anoburitsa chihure chale pachena Soo ndakamubatira mamsg achitaura ne girlfriend yake ine vana 3 ayindinyepera kt ndabuda ne bsa iye achienda ikk musi wandakazvibata akabva andiudza kt ane nhumbu yangu sry ndikazoenda kunotaura nemukadzi uyu zvikanzi haisi yekutanga ndeyechi 2 ndakaita miscarriage vakandipa Mari ndikaenda ku clinic inini akandiudxa kt hamuwirirane Soo hama dzake dzakauya vakamubvunza ukuda kuroora umwe mukadzi hre akati handisi uyu ndakamunyepera kuti ndiri kuda kumuroora inini mukadzi wangu ndichamubhadhara bt adaro still anoenda paadira kunorara ikk ukangoona akutsvaga tsvaga tunyaya zuva kt akuenda kumuti chimbotakura hembe dzako uyende arikuramba cz pamba patinogara ndepedu bt ndiri kurwadxiwa kusvika pabhonzo pane rudo hre apa kana kt ndiri kumanikidza munhu asisandide kana pane anoziva anobatsira plz ndibatsireiwo ndinombofunga kuenda hangu kumba bt ndofunga kt ndonopa mum vangu umwe mutoro futi

Comments