
D&R Alluminium Solutions
February 15, 2025 at 07:17 AM
Hama ndipeiwo pfungwa dzenyu ndoenda hangu here na new hubby ?
Ndaive married ndikaita vana vangu. I thought all was well until hubby impregnanted some1 first month ravadanana akanditi ndawana munhu anondida, asingapopoti anoda hama dzangu. The whole issueyakandiondesa yakandiondesa but in the process i met a new king 👑 who comforted me and patiently waited for me to heal and asked me out akandibvunza if i still wanted hubby akadzoka. He moved out of the house achimbodzoka kusvika aenda 8 months ago forever but pays everything for us from rent, food school fees, even bread, tomatoes zvese ndiye. He saw me tichinetsana na hubby till nda healer wo. So hubby when he cheated and moved to stay na small house akandiudza kuti handichakudi hangu asi will take care of vana. Akati ma divorce papers ari mu road. Its more than a year haachadi kuita divorce iya akuti ita iwewe. Anoti haandidi asi hanzi hapana hope yekudzokerana. Anoona ndiri munhu akato sticka hake but im playing dumb asi ndiri munhu ndakanaka, good body shape and ndogona nyaya dze bonde nekufadza murume zvekuti aimbobira bira kudzoka kuzodyiwa mbo... kusvika ndaona kuti akundishandisa kkk. iye nemunhu wake vanenge vakasiyana asi but i dont know or care where he is staying. This new guy im in love with he is one of the rich guys in Zim. Ndaane 2 and half years ndichimuziva but tava ne almost 2 years tichidanana. So pane netuma months new bae arikuti aah nguva yandakuziva yareba iwe neni tangova chinhu 1 huya uite mkadzi wangu. Last week now akati iwewe ukuda kuramba uri girlfriend hameno why. Its time ndikutsvagire imba yako uite vana vangu. Mari anondipa hake vana vangu anovatengerawo zvinhu. Ini ndinomuda and sex anondigutsa anonditundisa ka 3 ka4 in one night and toshandisa condom since. Nhasi im booked to check if everything is fine with me so that we start having sex nyoro kkk and prepare for our new family cz akuti ita nhumbu ndiwane security yekuti wave mkadzi wangu. Akuti why uri ku delayer pamwe
https://whatsapp.com/channel/0029VarQj3aFi8xUCbjMS92Y
❤️
👍
8