
D&R Alluminium Solutions
February 17, 2025 at 01:22 PM
Rasta muricy, ndikandireivo ku ZDS
Ndiri Murume ane 37 years ndoshanda basa re Security ndoshanda ma night shift chete musiwa 1 Feb ndakatengera Mudzimai wangu ma free minutes emwedzi 730 minutes ndichiti afonerevo hama dzake pamwe chete neni kana paita problem ndisipo nhasi 16 Feb pandabva kubasa ndichibata phone yake ndangonzwa moyo wangu uchiti imbocheka Balance yema minutes aya ndawana masara 11 minutes chete ndichitarisa kuma calls kuti ndione vaifonerwa vacho ndawana pane number dzangu chete pakandifonera musiwa 9 Feb akafona yakataura 8 minutes chete nedzimwe number dzehama dzirikutaura kuti dzakapedzisira kufona muna January, pfungwa dzangu dzabva dzandiudza kuti mukadzi anenge ari kuhura handina kuda kumubvunza kuti ma minutes akapera uchifonera asi number dzacho dzawaifonera pasina, plan B yandiri kuda rubatsiro ku group ndeyekuti ndoita sei kuti ndione number dzose dzakafonerwa ne Mukadzi wangu kubva 1 Feb kusvika nhasi 16 Feb anoshandisa cell c panedzimwe hr number dzandingashandisa ku requester kuti dzindipe information kana kuti zvinoda kuti nditoindaku Cell Shop vandondiratidza number dzose uye vangabvuma here kundipa information pa sim card risina ku register muzita rangu ndinoda kuti nditorere mukadzi wangu chidanho ndine proof
😮
1