
D&R Alluminium Solutions
February 17, 2025 at 01:23 PM
Hello guys ndaitawo problem
Ndayidanana nemumwe musikana ayigara ku Cosmo city ini ndichigara ku Benon muna april akandit ndajamba then may ndikanomuona zvese zvayiva bhoo pakazoita time yakanetsa police sterek kunoku zvekut kwayisafambika ne tax nema roadblock plus ndayibatirirwa nebasa ndikat kuchimoko hona zvazva dayi ndokukandira yechikafu ne rant nezvimwe zvezvichidiwa akat bho saka musikana uyu munhu uya anoita zvema njuzu nezvemidzimu sisi vake vakandit ayiwa awungamutori kut ugare naye nezvaari anofanirwa kunoitirwa chivanhu okumbirirwa kut akunowanikwa saka its better agare kuno iwe uriyi koko movhizitirana ini huuh bhoo so as time goes on ayindisendera ma pix achit panodiwa mari ye scun ndikatumira ye scun plus transport zvese ndayimuitira dambudziko ndayibatwa nebasa sometimes ndikasvika kwaanogara ndayiwana asiko hanz tayinda ku church kumasowe ndot bhoo ayitondi tumira ma pix ake achit hona mwana ariku kura saka December ndakanz hembe dzemwana ndikat ndichatsvaga kunoku wozotora akadzamba dzamba ndakazongoona phone isingachapindi izvo munhu ayinda ku Zim paaka dzoka akangouya ndakangoona nema status kut munhu aveko apa paakaenda apa sisi vake vayindipa pressure kut hembe dzemwana ndikangovapa 800 chete since iye anga ava offline asisa batiki then 9 months dzasvika ko mwana wangu vese vakandi blocker vakutiza tiza saka tobva kumusha kumwe chete i made srs research kuwana kut munhu anga asina mimba wayiisa madhende hake achindinyebera kut unemimba ispoke to her sister kit zvavzadai mukut ndiite sey kundibira ka kwamakaita uku over 12K yese zvikanz uchagwara next time kumba kwedu ayizikamwa musikana vakamirira muzukuru saka ini ndayi planner kuudza vana mdhara then we take it from there
😭
😮
🙏
3