D&R Alluminium  Solutions
D&R Alluminium Solutions
February 17, 2025 at 01:23 PM
Hide 🆔 😔😔Ndaishandawo nemumwe muchinda Aida doro zvakaipa. Saka taingoti tikatambira ndonomutora ndoenda naye kubhawa ..kana ava kunodhakwa soo ndaibva ndamuti hande unotora Mari yese iri muCard mako. AinoWithdraw yese R4 500.00, paanenge adhakwa ndoitora yese ndoenda kumba ...iye aizongopepuka homwe dzakatsva asina kana yeFood neRent. Akazosvika pakudzingwa paaigara nekutadza kubhadhara rent. Dzimwe nguva achichemawo kwandiri kuti ndakabirwa Mari. Akazoshaika hake muchinda iyeye ... Dambudziko randava naro ndikatambira Mari ndinobirwa kana kungoona maMessage ekutorwa kwemari somewhere muAcc yangu. Ndakambobvunza veMweya vakati mweya wemuchinda iyeyu... Ndatambura Hama dzangu ndibatsireiwo vanoziva kwandingabatsirika. 😔😔😔😔
😂 😢 😮 🚮 5

Comments