D&R Alluminium  Solutions
D&R Alluminium Solutions
February 17, 2025 at 01:23 PM
Mukoma hide please ndoita sei with a person anoti maparadzana anobuda achikuparadzanisa ne hama dzako dzese nemanyepo akawandisa apedza anenge achiti munhu aripedyo na mwari anonamata nguva zhinji anenge achita zve church zvinova zvakanaka hazvina kuipa chero neniwo ndozvida asi kunyepa kurimaari kwakawanda munhu uya anoti kana arimberi kwe vanhu mutsvene asi kana ava kutaura neni atova monister munhu asingatsurike always right .chirikunyanya kundirwadza achibuda mumba akanyepa kuhama dzake ne dzangu all lies zvekuti handifunge ndikazodzokera ku hama dzangu I'm broken to the core because they believe manyepo ake ese ...I have just found out kuti akabuda because of that organization yanoti church yake but kuti abude kuenda ikoko aifanira kuparadza musha wake anoti ndizvo zvakaudzwa na mwari kuti siya imba unonamata ndizvo zvanotaura in front of the church pa mberi pavo but kuhama anopa different stories of abusive and so many lies .ini I'm not perfect either zvekuti ndingamupomere mhosva dzose kwete deep down yes I was wrong not to the extent yekushungurudza munhu I have not say bad word kwaari ku vanhu but iye anofamba achishambadza ...now avekuda kuita kunge a good person coming with soft heart and kuita kunge pasina chakaitika but it's too late I'm broken to the extent yekuti I will go for 2 years ndisina kupinda murudo or kufunga kurara ne munhu ...and I can repeat again kuti I was not perfect but I admitted my mistake and Ndoda kukura from my mistakes but kudzokera ku munhu akadai it's a mistake kwandiri. Ndinganzi ndatadza hre if I don't welcome them back both vatenda manyepo naye and everyone ndongoita my life without vanhu ava
👍 2

Comments