D&R Alluminium Solutions
February 19, 2025 at 10:22 AM
Post as hidey. I dated this single mother rudo rwaitsva iniwo ndiri single father. Taichengeta vana vedu tose.For more than a year. There comes a time tave kutoda kusettler akangochinja from no where saying boss was saying this about you and that.
In the process I tried to get her formal employment because munhu akadzidza but for some reason she clings kuna shefu vake ava knowing environment yacho haisi ok. If you try kutomutsvakira basa haatauri newe kana kutoita ma moods to an extent we cant talk.
One of her concerned relatives once said ndozvinoitika kumhuri yedu kana pakuda kuitika chakanaka fambai mutsvage spiritual help i told them ndingafambe but iye wacho anoda here. I remember meeting her mother semunhu aizivikanwa vakangoti mwanangu zvakaoma. Ndokubuditsa misodzi. Pakati petown.
Recently i received a call from her relatives vachiti dai wambomupa nguva. Angove munhu anogara akanyarara hapana anoziva zvelife yake. I depression ndangoti ok but moyo wakabva paari. And anoisa ma message ikozvino but moyo wakafuratira.