D&R Alluminium Solutions
February 19, 2025 at 10:22 AM
Hi guys....ndaitawo kaproblem ndine boyfriend yangu yandaane 3 months tichidanana tichirara tese without protection so last week akauya nenyaya yake hanzi wandizadza sick funga last man wawakapedzisira kurara naye ndiye akakupa hanzi sick yacho ndeiya yedrop apa inn ndakapedzesera kuita unprotected sex 7months ago pamwe apa ndaiprotector so dakubvunzawo kt ndinokwanisa kupa munhurume sick yacho inn pasina kurwara kwandirikunzwa or pain yandinonzwa mukati mandiri or panhengo yangu uyezve kana ndirini ndakamupa inotora nguva yakadii kt izobuda like apa ndati taane 3 months tatanga kurara tese asi yazobuda last week n pakati pese apa hapana wandakasangana naye pasina protection plz ndibatsireiwo ndizive kt zvinofamba sei panyaya dzesick idzi👏