
All Souls Together In Christ
February 20, 2025 at 06:42 PM
Don't lose hope nekuti wafirwa, wasiiwa nemurume kana nemukadzi , warwarirwa,watambura , wavengwa , waita munyama , unongoshorwa . Mwari ndiwe munhu wese uyu namata ukumbire zvaunochemera nezvaunoshuvira mukati meupenyu hwako uzarurirwe zvinhu zvikufambire . Everything happens for a reason . Dai mwari ausarudza vanhu vake munyika mungadai muine vanhu vashoma takapera nekuparara nezvikonzero zvakasiyana siyana. Wadonhedzwa nasatan chirega kuramba wakadonha pasi tanga nekutogwadama ipapo pauri ukumbire simba rekundiso . Ita seunopenga uchichema sechigayo asi uchienda mudikani . Ita sechigayo chinochema chichiita basa racho hachichemi chisingaiti basa racho . Saka newe nhasi ndinoda ucheme uchikumbira simba rekundiso neuchenjeri hwekuona mabasa akanaka uchisiya mabasa akaipa .
👍
1