AFRICA -ZIM
AFRICA -ZIM
February 17, 2025 at 03:00 PM
*...rimwe gore ini nasisi vangu* *takanzi na mhamha ko* *tika dzinga maid mari* *yacho ndopa imimi pari sei* *isu takati zviri bho tika bvuma* *mwedzi wekutanga takanzi* *handina mari after 4 months* *tika bvunza futi mari yedu* _zvikanzi vanangu_ *kana muri kuona kuti basa* *rikunetsa ibvai pano* 😭😭😭

Comments