
LIBERATION STRUGGLE DZIMBABWE
February 28, 2025 at 05:20 PM
Mukoma maswera sei nebasa guru rekunotora nyika yedu mukoma tatambura imi zvamutiona kudai tanzwa nekuroiwa navo mabwidi muno mumabasa ende vanotoda kuti magraft edu apere vasare vega ivo vatandavara too much very long time vachiti monya mukoma haaaaa pamberi nehondo manje zvakuti nonokera mukoma tatambura kani mumaoko ezvimabwidi manyasa nemabumbwa hondo ngaiuye mukoma hondo yemheni nemoto chete ngavato kasire varongedza vaende hatidi zve dialogue navo hatitodi zvachose kutaura chiiii na satan imbwa dzevanhu marombe ekupedzisira
👍
🙏
😂
5