LIBERATION STRUGGLE DZIMBABWE
February 28, 2025 at 05:33 PM
Mukoma Jeff Judah chokwadi chamunotaura chakanyanya ,huye chinorwadza . Midzimu yenyika yakatsamwa nekuparadzwa kwaitwa nyika nemaBwidi nemabumbwa. Hunhu chaihwo hamuchina munyika , vechidiki vaakuteedzera culture dzechibwidi. Basa ramakapiwa rekutisvinudza rakaoma. Rinodamoyo weshumba. Midzimu yenyika yose iripamuri, irikutochemawo nekuti yakatsipikwawo nemaBwidi ayo auraya nyika . VanaveZimbabwe vakatsipikwavo pfungwa dzavo . Ukaudza murume akadyiswa mufuwira kuti wakadyiswa munoburana ,asiiye achiwachiswa manap nemapants emukadzi . Ndoostage yatiri. Don't give up , you are the light of the nation. Midzimu yenyika yakakupai basa iri ichakutungamirirai. An ordinary person cannot have that courage like what you have you are really possessed nemidzimu mikuru yenyika. Musadzora tsvimbo nokiti gudo rabata kumeso. Aluta continua 🤝✊🏿
🙏
2