
LIBERATION STRUGGLE DZIMBABWE
February 28, 2025 at 07:42 PM
Ambassador varikubva kutaura ndicho chokwadi. Nokuti munhu wese arikuti tanonokerwa zuva nezuva .Vanhu vazhinji vakatsamwa zvakakurisa . Mishonga yavo yekurarisa Vanhu haichashande zvachose . Of course vanokushorai nokuti vanoona nemaziso avo Ari corrupted asi akakutumai havamuzive.
❤️
1