The Sage Stories📍
The Sage Stories📍
February 3, 2025 at 08:03 AM
.*Mangwanani akanaka hama dzinodikanwa:* *Ndine nyaya yako this Monday morning..*👏🏽👏🏾👏🏾 Kune imwe mhando yemamhepo isingadzingwe netithe, seed offering, Prophet or Bishop.Mamhepo anokonzereswa nekutuka vabereki, kuudza mubereki wako, amai or baba mashoko asingagone kutaurwa nemwana kumubereki izvozvo zvinosimudza mamhepo.Hupenyu hwese unogona kufunga kuti Mwari haako iye ariko zvichingoda kuti uve ne peace nevabereki vako...Kuita hurovha hunosemesa nenhamo inosemesa zvinokonzerwa nemashoko awakaudza mubereki...Ndauya nesecret to your success mudikani...Whats the relationship btwn you nevabereki vakakubereka??Tsvaga rugare nemubereki wako nhasi uno hupenyu hwako hunake... Vakangofunga kuti zvandakaitwa naGiribheti,zvandakaitwa naChipo...mamhepo otosimuka, vakangofunga kuti mashoko andakaudzwa nemwana wandakagomera 9 months , mamhepo otosimuka.Mhando yeminyama nemamhepo akadai haabviswe nachegumi , haadzingwe naBishop but unofanira kutodzokera kumubereki wako motaurirana kana vachida kuripwa woripa ndiko kuti uzvirwire kubva kumhando yemamhepo aya!!! Luke 15 &Genesis 9 Ham akatukisa zvizukuru zvedzinza rose nenyaya kuseka baba vake vakange vakashama......chakaita kuti the prodigal son atambe nhamo arikunyika irikure inhau yemabviro aakaita kunababa vake.....chenjera kuzvitorera jambwa rinotukisa dzinza rose nemabatiro aunoita vabereki vako....Hauna kana blessing in life kana usina rugare nemubereki akakubereka...😭😭😭😭 *Good morning family,wish you all a productive Week !* *Shalom!🙏🏽*
👍 🙏 2

Comments