Prophet Jericho
Prophet Jericho
February 13, 2025 at 05:45 AM
Vakorose 1 vs 12 muvonge Baba, vakatikwanisa kuti tipiwe nhaka yavatsvene muchiedza. 13 vakatisunungura pasimba rerima, vakatiisa muvushe bwoMwanakomana worudo rwavo; 14 watinedzikinuro maari, ndiko kukanganwirwa kwezvivi zvedu.
🙏 2

Comments