
Bkayjoe Entertainment💦🐐🇿🇼
February 24, 2025 at 07:13 PM
Ndakaitawo chihure mazuva apera last month.Ndiri mudzimai ane 30 years ndakaroorwa nemurume wangu ndine 22 years handizivi ndakapindwa neyi veduwe.
Idzo nyaya dzema watsapp groups idzi ndomandakasangana nemunhu anga avekuda kuparadza imba yangu.Ndaka joiner rimwe group reku chikoro chandakadzidza pa WhatsApp pano ndobva pazongoiswa link ini haa Rega ndingopindawo.Pakatanga topic dze bonde idzodzi ini am always ku terrace hangu but that day ndakaburuka ndakatanga kungotaurawo sevamwe.Topic yaive yekut normal bonde chaiyo ma minutes mangani kuzoti mapedza kuita bonde.Saka pane vamwe bhudhi vakangozvi bigga bigga imwe iya vachiti vanorova hour ndikatoseka kuti hakuna zvakadaro then quickly he replied me ku inbox.Takatanga kutaura ku inbox then tichitaura kudaro akabva asenda bl*mb* yake veduwe rino zidanda rine mazitsinga.ndakamerera then from thr ndakatanga kutaura naye tichitoita mavideo call hubby anobuda na8 kusen odzoka na5pm.Takazoronga kuti timbosangana kulodge mutown matinogara se Friday yethat week, murume wangu ma Fridays kazhinji anodzoka late kumba plus anenge Ari bus kubasa.Thursday morning akakumbira fon yangu achida kufonera one of his friend ini ndakanganwa ku deleter machats like zvandayimboita then akaona everything.
Haaa hama dzangu handna kurohwa kana kutukwa ,akabva afona kubasa akati handichauya nhasi paita emergency ndouya Monday.Ndakafunga kuti ndoda kuurawa nekurohwa asi kna kubatwa akangot ndinenge ndisirikukugutsa mukadzi wangu haisi mhosva yako kubva nhasi I wl try kukugutsa, hama ndanzwa nekusvirw* ndakatozorora ndinenge ndaenda ku period.Every day zvekuti ndosvirw 5 to 6 r0unds manheru or even more ,ndakasvika pakuudza sisi vake vanova Tete iye akati ngataure ega kut why ndichidaro ane nyaya yake ini kuti nditaure hazviite hama dzangu ndoitasei handichada bonde yacho ini yavekuita semhosva ndingataura nani kuhama dzake anoita ndibatsirwe thanks
😂
👍
😮
😢
❤️
🖕
🍆
💩
🙏
😝
136