Bkayjoe Entertainment💦🐐🇿🇼
February 25, 2025 at 02:08 AM
hi. Pliz hide
Ini hangu stress yandinayo ndeye mari. I'm a single mom ndoenda hangu kubasa but Mari yandotambira Ishoma sa handikwanire. Ndoti rent, food, fees yemwana, maid anosara nemwana. Handina kwekumuisa mwana, baba vake vakaramba nhumbu iine 3 months. Saka kubva iri nhumbu kusvika izvezvi Ave grade 2 ndoita ndega Pamwe Pacho ndinotoomerwa chaiko.. Ndine ka business kandomboita kema perfume manje izvezvi ndakamira nekuda kwe kushaya Mari yeku hodha coz. Ndanga ndakashandisa Mari yese pakutanga kwe term munoziva January kuchikoro kunoda zvakawanda Ska iyezvino ndaomerwa. Salary haitokwane, fees andina kutopedza. Handiite hangu zvema boyfriends coz I don't want stress ne 💔. Zvitori Nani ndiite stress yemari kwete stress ye relationship. So ndozvimiririra.
Zvekuti dai ndaiwana anga ndibatsirewo ne capital nda hodha futi ma perfume anotombondibatsira. Haade zvawo Mari yakawanda, $20.
Kana pane vanoda kundibatsira wo munopiwa nmbr na admin.
😢
😂
👍
🙏
❤️
😮
🍆
🎉
💔
😭
47