
Bkayjoe Entertainment💦🐐🇿🇼
February 26, 2025 at 05:20 AM
Baba vekumba kwangu vanoda lula lula everyday veduwe it’s been more than 20years. Makore ekutanga vaiita two rounds musati marara vozomukira kuseni now tomboti zvavenani vakuita ka1. Plus tichangogarisana vaisasema chero p€riod vaingoita zvakadaro at least ikozvino paP€riod vanorega. But still ndaneta ini everyday here veduwe vanorara vakandi batirira vachingoti swedera kuno.
Munhu it’s haasi mudiki aiwa he is 10 years older than me saka makore chaiwo vatove over 50 asi mmmmm. Ndaimboudza vamwe madzimai vachiti pamwe anodya mushonga but hiiiiiiii shuwa 20 chakuti years uchingodya mushonga here
Ndikamuti ngatimbozorore anoita seaabvuma but anoramba achingokubata bata kusvika watoona kuti better tiite zvipere
Apa ndikatunda anobva ati unongoramba asi unonakirwa wani. Tikanetsana anopedzera nyaya pabonde munhu asingataure saka ndinoona sekuti anongoshandisa lula lula to communicate akafara akatsamwa etc unoitwa ugoshandurwa ugodiiko veduwe chero uchinakirwa hako asi zvinoda zororo zvinhu izvi
Ndichatoita mbuya vane vazukuru ndichishadaburiswa everyday here. Hazvina damag€ here chero kuchibereko izvozvi bcz iye zvino ndinonzwa kurwadziwa nechibereko plus musana handizive kuti chando here. Zvinopera nemakore mangani izvi zvekuda bonde aday aday nhai
Is it even normal? Munhu uyu hakusi kuremara here? I know vamwe muchati vakadzi munonetsa but kutaura shuwa ndaneta ini ndinodawo kuzorora veduwe nechando ichochi apa vanogofugura magudza kuchinja chinja p0sition. Ini handisi ndakatokuvadzwa here bcz vakanditangirirawo ndiri mwana mudiki I was 0nly 16 pataka danana
😂
😢
❤️
👍
😮
🏃♀️
🙆♀️
🤷♂️
🍆
🎉
127